TISHAMWARIDZANE

02 Apr, 2015 - 20:04 0 Views
TISHAMWARIDZANE TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

******

NDIRI musikana ane makore 22 ndinotsvagawo murume ane makore 30 kusvika 35 asina mukadzi anoda zvekuroora uye anoshanda. Anoda ngaandibate pa0715 612 791.
******
Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana mumwe ndotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 23 kusvika 32. Nhare yangu 0782 286 795.
******
Ndiri mukadzi ane makore 32, handina mwana uye ndiri kutsvagawo murume wokushamwaridzana naye ane makore 34 kusvika 37 ane mwana 1 kana asina. Anoshanda, asina mumwe mukadzi ngaafone pa0715 954 359.
******
Kune vose vaifona pa0782 174 153 chiregerai zvenyu ndakamuwana wandaida.
******
Ini ndiri mukomana ane makore 32 ndinotsvakawo musikana ane makore 23 kusvika 30. Handishandi asi ndine munda, nhamba dzangu 0782 324 763.
******
Ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 19-24 wemuHarare anogona kuzonamata positori. Nhamba yangu 0774 118 984, paWhatsApp ndiri tii.
******
Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa, HIV positive uye ndinoda musikana ari pamushonga ane makore 20 kusvika 25. Ndibatei pa0733 974 153.
******
Ini ndiri mukomana ane makore 30 ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 20 kusvika 25. Zita ndinonzi Lovemore, ndiri kwaMutare. Nhare yangu 0783 626 130.
******
Ndiri mudzimai ane makore 45 ndinotsvagawo shamwari yechirume ine makore 45 zvichikwira. Ndakambonyorera asi handina kuwana wandaida. Anoda ngaandibate pa0733 135 489.
******
Makasimba here? Ini ndiri musikana ane makore 25 ndotsvagawo mukomana ane makore 28 kusvika 30 anoshanda kana murume ane mwana mumwe hapana chakashata. Nhare yangu 0777 340 383.
******
Ndine makore 38 ndinotsvaka mukadzi akarongeka kubva pamakore 28 – 55. Zvizhinji fonai pa0772 933 539.
******
Ndiri mukomana anoshanda ane makore 27, ndinotsvaga musikana anoda kuroorwa asingashandi uye ari HIV negative. Fonai chero nguva pa0775 563 090.
******
Makadiniko veKwayedza? Ndinotsvagawo murume wandingavake naye musha. Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana vatatu, murume wangu akafa muna 2003. Ndibateiwo pa0778 204 066.
******
Ndiri mukadzi ane makore 31 ndotsvaga murume asina chirwere. Nhamba dzenhare 0779 588 059.
******
Ndiri musikana ane makore 21 ndinotsvagawo mukomana ane makore 26 kusvika 28 anoshanda basa riri nani. Ngaave mutsvuku anoda zvekuchata. Ndiri mhandara uye ndiri HIV negative. Nhare yangu 0734 064 218.
******
Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana 1 uye ndinotsvaga murume ari pachokwadi anoda zvekuroora anodawo mwana wangu. Ngaave anoshanda ane makore 25 kusvika 35. Anondida ngaandifonere pa0773 210 534.
******
Ini ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo mudzimai wekushamwaridzana naye ari pachokwadi ane makore 22 kusvika 29. Ngaave anoda kunamata nekuti ndinoenda kuMasowe. Nhamba yangu 0716 580 423.
******
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 35 zvichidzika ane vana kana asina. Nhamba dzangu 0777 206 947 asi matsotsi kwete.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 33 nemwana 1 uye ndinoda mukadzi anoda kurohwa ane makore 21 kusvika 25 anogezawo. Nhare yangu 0737 857 770.
******
Ndiri mukadzi ane makore 45 nevana uye ndinotsvagawo murume anoda kuroora ane makore 45 zvichikwira. Anondida ngaafone pa0778 428 948.
******
Ndiri murume ane makore 29 nemwana 1 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora akavimbika ane makore 19 – 25. Nhare yangu 0774 740 157.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 38 ndinotsvakawo mukadzi wekuvaka naye musha pachokwadi ane makore 18 kusvika 32.Ndinoda anonamata Johane Masowe asina utachiona hweHIV uye akazvipira kuenda kunoongororwa ropa. Ngaandibate pa0771 851 667.
******
Makadii zvenyu? Ndotsvagawo mukomana ane makore 20 kusvika 24 ari HIV negative anoshanda. Macall me back kwete, vanoda ndibatei pa0775 489 603.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo musikana anoda zvemba achitaridzikawo ari pasi pemakore 24. Ndiri HIV negative, ndinobatika pa0738 139 391.
******
Ndiri murume ane makore 38 nevana 2, ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane makore 34 zvichidzika. Nhare yangu 0777 655 705.
******
Ndinotsvagawo murume ane makore 45 kusvika 50 anoshanda, asingashushi uye ari HIV positive nokuti ini ndiri positive. Ndine makore 44 nevana 5. Ndoda ane rudo anoda kunamata chero akafirwa kana kurambwa. Zvakawanda tozotaura, anondida anondibata pa0774 853 837.
******
Ndiri mukadzi ane makore 24, mushava uye ndakasimba zviri pakati nepakati. Ndodawo murume ane makore 28 – 36 murefu, ane zvaanoitawo. Nhare yangu 0775 319 599.
******
Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvaga mukadzi ane makore 18 kusvika 25 ane mwana 1. Akazvipira ngaandibate pa0771 961 502.
******
Ndiri mukomana ane makore 30 ndoda musikana ane makore 24 zvichidzika asina mwana uye achiri mhandara. Ndiri kuSouth Africa anoda kuongororwa ropa asina chirwere ngaandibate pa27 613 400 323.
******
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 36 ndinotsvaga murume ane rudo ane makore 36 kusvika 45 ari pachokwadi. Nhamba dzangu idzi 0775 687 551.
Makadii? Ndiri musikana ane makore 18 ndiri kutsvagawo mukomana ane makore 20-25 anoda zvekuroora. Ndibatei pa0783 814 001.
******
Ini ndiri mukomana ane makore 22 ndiri kutsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi. Ari kuda zvekurorwa ngandibate pa0716 050 171.
******
Ndiri chirikadzi ine makore 39 nemwana 1, HIV positive uye ndinotsvakawo murume anoda kuroora ari pachokwadi, anoshanda. Anoda zvemusha ngaafone pa0775 568 829.
******
Ndiri musikana ane makore 28, HIV negative uye ndinotsvagawo mukomana ave kuda zvekuroora ane makore 28 kusvika 32, Ngaave anoshanda muHurumende ari HIV negative. Varume vevanhu kwete. Anoda ngaandibate pa0779 336 420.
******
Ndiri murume ane makore 34 ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba achitya Mwari. Ndibatei pa0777 475 665.
******
Ndiri mukomana ane makore 23 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi ane makore 20 kusvika 23. Andifarira ngaandibate pa0779 226 351.
******
Ndiri murume ane makore 45, HIV positive uye ndinoita basa rekurima pamusha. Ndiri mutete, murefu uye ndakati swatu. Ndinoda mukadzi ane makore 35 zvichidzika anopinda chechi yePentecostal. Nhamba dzangu 0779 362 251.
******
Ndiri murume ane makore 35 uye ndinoshanda, ndinoda mukadzi ane vana vaviri asinganyadzisi uye akashambidzika. Vanoda ndibatei pa0739 402 515.
******
Ndiri mukomana ane makore 29 ekuberekwa ndotsvagawo musikana akanaka wekuroora akavimbika ane makore 18-20. Ndiri muHarare, nhamba dzangu 0715 209 746.
******
Ndiri mukomana ane makore 23 ndinodawo musikana ane makore 18 – 21, ari HIV negative. Andida anondibata pa0716 777 486 kana kutumira sms.
******
Ndiri murume ane makore 30 ndotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 22 zvichidzika. Anoda zvemba ngaafone pa0778 124 406.
******
Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi wekudana naye. Ngaave HIV negative. Andida ndibate pa0778 107 278.
******
Ndiri murume ane makore 36, ndinoda mukadzi anonamata akarongeka ane makore 26 — 22. Ndinoshanda uye ndiri kuda ari HIV positive. Ndibatei pa0715 838 485.
******
Ndiri mukomana ane makore 28 ndinotsvagawo musikana anoda zvekuroorwa ari pachokwadi ane makore 20 kusvika 26. Anoda anondibata pa0778 171 681.

Share This:

Sponsored Links