Zororo kufara, kwete njodzi
WASVIKA zvakare mwaka wezororo. Kutanga svondo rino, takatanga nezororo revana vechikoro. Vanodzidza kuzvikoro zvebhodhin’i vakadzoka…
WASVIKA zvakare mwaka wezororo. Kutanga svondo rino, takatanga nezororo revana vechikoro. Vanodzidza kuzvikoro zvebhodhin’i vakadzoka…
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe…
VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi ane mukurumbira wekuimba musambo weRhumba Plus uyu ndiani.…
Kingstone Mapupu CHIRONGWA chekuyamura varimi vefodya nezvekurimisa icho chinokotsverwa nekambani yeBoka Tobacco Auction Floors chopambira…
MUTAMBI weReal Madrid, Fabio Coentrao, anoti chiremerera chikuru kana akakwanisa kutambira Manchester United. Mashoko ari kubva…
Tandayi Motsi HURUMENDE ine chikwereti chemari inosvika US$63 miriyoni kuzvikoro zvedzidzo yepamusoro zvakaita semayunivhesiti pamwe…
Nyasha Mutena SHASHA dzemutambo wetsiva yemadzimai, Monalisa Sibanda naDiana Makumbe, vanoti vari kurarama hupenyu hwegwakumukwaku…
Munyori weKwayedza MUKURU wesangano rinorwira kodzero yedzidzo yevanasikana, Tag A life International, Muzvare Nyaradzo Mashayamombe…
Kingstone Mapupu MUGOMO reChiurwi, iro riri kwaMakuvise kwaShe Nyashanu mudunhu reBuhera, muri kuitika masaramusi anotyisa…
Munyori weKwayedza MUKURU wesangano reApostolic Christian Council of Zimbabwe (ACCZ), Bishop Johannes Ndanga, vanoti nyaya…