Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo wePremier League uripo pakati peBlack Rhinos neCAPS UNITED FC nemusi weSvondo kuNational Sports Stadium uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo wePremier League waiveko pakati peHerentals FC neHighlanders kuNational Sports Stadium neweDynamos FC neShabanie FC nemusi weSvondo kuRufaro Stadium.

Shadreck Chigara, Beitbridge – Herentals 1 Highlanders 1, Dynamos 2 Shabanie Mine 1.

‘Dr’ Bakala, Mazowe, Concession – Dynamos 2 Shabanie Mine 0, Herentals 2 Highlanders 1.

Dynamos 2 Shabanie 1 – 0713 706 041.

Mapurisa, Epworth – Herentals FC 2 Highlanders 1, Dynamos FC 2 Shabanie FC 1.

Magret Sadabwe paHatfield – Herentals FC 2 Highlanders 1, Dynamos 3 Shabanie Mine 0.

Baba Phiri, Gathns Mine, Mashava – Dynamos 3 Shabanie 0.

Bright Machisa, Milton Park, Harare – Highlanders 2 Herentals 0.

Mai Delia, Waterfalls – Herentals FC 1 Highlanders 1, Dynamos 2 Shabanie Mine FC 0.

Tawanda Mutenha, Chitungwiza – Herentals FC 2 Highlanders FC 1, Dynamos FC 2 Shabanie Mine FC 1.

Albert Bhichu, Chitungwiza – Highlanders 3 Herentals 1, Dynamos 3 Shabanie Mine 0.

Simbarashe Chinomwe – DeMbare 2 Shabanie Mine 1.

NdiSoma kuOverspill – Herentals 0 Highlanders 2, Dynamos 2 Shabanie 0.

Clemence Witu, Kwekwe, Mbizo – Highlanders 2 Herentals 0, Dynamos 2 Shabanie 1.

Buju, Chitamba Farm paGan’a – Dynamos 1 Shabaie 0.

Phil M – Herentals FC 0 Highlanders 1, Dynamos 2 Shabanie 0.

 

Share.

About Author