Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership pakati peDynamos FC neHerentals FC uriko nemusi weSvondo kuRufaro Stadium, uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weCastle Premiership waiveko svondo rapera pakati peHighlanders FC neCAPS UNITED kuBarbourfields pamwe neweDynamos FC neFC Platinum kuRufaro Stadium.

Z. Makaza, Wengezi – Dynamos 2 FC Platinum 1,

Highlanders 1 CAPS UNITED 1.

Nicholas July (Coxy), Banket, mutsigiri weCAPS UNITED Dynamos 0 – FC Platinum 1.

Ronnie Jiri, 0782 502 805 – CAPS 0 Highlanders 0, Dynamos 1 FC Platinum 1.

Naison Khumalo, Bhobho Gazebo – CAPS 1 Highlanders 1.

Kapisa, kuHighlands – Dynamos 1 FC Platinum 1.

0773 145 997 – CAPS 1 Highlanders 1.

P. Cheza, Budiriro – Highlanders 0 CAPS 2, Dynamos 1 Platimun 2.

Share.

About Author