Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peDynamos FC neChicken Inn nemusi weSvondo kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waivepo pakati peFC Platinum neHighlanders.

Mumutambo uyu FC Platinum yakahwinha 1-0.

Mabhena Special, Dora Dombo – FC Platinum 1 Highlanders 1.

Judith Makaza, Mashonjiwa Primary School – FC Platinum 1 Highlanders.

Permission, paChi-town – FC Platinum 1 Highlanders 0.

Carlos Zure, Chiweshe – FC Platinum 2 Highlanders 1.

0778 518 425 – Highlanders 1 FC Platnum  2.

Kurauwone Witu, Mbizo, kwekwe – FC Platinum 2  Highlanders FC 1.

Share.

About Author