Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uripo pakati peShabanie Mine FC neDynamos FC kuMaglas Stadium, kuZvishavane uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peHarare City neCAPS UNITED Mugovera wadarika kuRufaro Stadium, muguta reHarare.

Mutambo uyu wakapera uri mangange 0-0.

  1. Marango – CAPS UNITED ichakunda Harare City nezvibodzwa 4 kwa2.

Mashoko Chikuku, kwaChivi – PaBhora mutambo CAPS 1 Harare City 0.

0779 341 466 – CAPS 2 Harare City 0.

Share.

About Author