Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uripo pakati peDynamos neNgezi Platinum Stars nemusi weSvondo kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko svondo rapera pakati peDynamos FC neShabanie FC kuMaglas Stadium, kuZvishavane.

Mutambo uyu wakapera ari mangane 2-2.

Shabanie Mine 1 Dynamos 0 – O. Pome Muzhongoterwa, Mtora, Nembudzia, Gokwe.

Mabhena Special, Dora Dombo, Mutare – Shabanie Mine 3 Dynamos FC 2.

0776 785 989 – Shabanie 0 Dynamos 1.

  1. Makaza, Penhalonga – Shabanie 0 Dynamos 1.

0778 745 685 – DeMbare inohwina.

Chrispen James – Dynamos 2 Shabanie .

0776 166 475 – Shabanie Mine FC 3 Dynamos FC 2.

Clemence Witu, Mbizo, Kwekwe – Shabanie 1 Dynamos 2.

Yvonne Chimombe, Kuwadzana 4 – Shabanie Mine FC 0 Dynamos 3.

0774 269 241 – Shabanie Mine FC 1 Dynamos FC 2.

0778 382 854 – DeMbare FC 2 Shabanie 1 pamutambo uchatambirwa kuMaglas  Stadium.

  1. M. Datai, Masvingo – Bhora mutambo – Shabanie FC 1 Dynamos FC 0.

0777 493 866 – Dynamos 1 Shabanie 0.

  1. Zvorwadza – Bhora mutambo: Dynamos 1 Shabanie Mine 0.

Ndini S Maisiri – Shabanie 0 Dynamos 1.

0776 166 475 – Shabanie Mine 2 Dynamos 1.

David Matsikwa, kuBindura – Dymanos 1 Shabanie Mine 0.

Dynamos Supporter, Mores Takuranei Chipanga, Karoi – Dynamos 1 Shabanie Mine 0.

Share.

About Author