Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uripo pakati peDynamos FC neZPC Kariba FC nemusi weSvondo kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 004.

Share.

About Author