Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti mutambo weCastle Premiership uriko nemusi weSvondo pakati peHighlanders neNgezi Platinum Stars FC kuBarbourfields Stadium, kuBulawayo uchapera sei.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.
Zvakadai, svondo rapera takange takati mufembere uye mutiudze kuti mutambo weHarare Derby waifanirwa kuvepo pakati peDynamos neCAPS UNITED kuRufaro Stadium, muguta reHarare uchapera sei. Zvisinei, mutambo uyu hauna kuzoitwa.

Share.

About Author