Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uriko pakati paHarare City neDynamos nemusi weSvondo kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko svondo rapera weAfrica Cup of Nations (Afcon) pakati peZimbabwe neCongo kunhandare yeStade Alphonse Massamba-Debat kuBrazzaville, kuCongo.

Mutambo uyu wakapera ari mangange 1-1.

0771 143 798 – Zim 1 Congo 1.

0716 312 915 – Zimbabwe 3 Congo 1.

0782 667 604 – Mutambo uchapera wakadai: Zimbabwe 2 Congo 1.

0773 750 801 – Zimbabwe 2 Congo 1.

Kaneka Kundai Mpata in Chinhoyi – DRC 1 Zimbabwe 2.

Nyashadzamwari Kwawere, Mutoko – Zimbabwe 1 Congo 1.

0778 979 112 – Zimbabwe 3 Congo Brazzaville 2.

VaMoyo Mauya, Karoi – Zimbabwe 3 Congo 1.

NdiNaison Khumalo, kuGazebo – Zimbabwe 0 Congo 0.

A.B.Z, Norton – Congo Brazzaville 0 Zimbabwe 2.

0772 497 008 – Congo 2 Zimbabwe 1.

Share.

About Author