Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Preimership uriko pakati peFC Platinum neDynamos nemusi weMugovera kuMandava Stadium, kuZvishavane uchapera sei.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weChibuku Super Cup first round waiveko kuRufaro Stadium neMugovera wadarika.

Wengton Chibaba – DeMbare 2 Bulawayo Chiefs 0.

0783 985 340 – Dynamos 3 Byo Chiefs 0.

Ndini Betera – Dynamos 2 Bulawayo 1.

0713 434 197 – B/Chiefs 1 Dynamos 0.

0783 300 927 – Dynamos 2 Bulawayo Chiefs 1.

0774 757 107 – Dynamos FC 3  Bulawayo Chiefs FC 1.

Godfery Tome, Mutoko Centre – Dynamos FC 3  Bulawayo Chiefs FC 1.

0776 621 713 – Dynamos FC 2 Bulawayo Chiefs FC 1.

Z. Makaza, Penhalonga – DeMbare 2 Bulawayo Chiefs 0.

Pfachapfacha, Karoi – Dynamos 2 Bulawayo Chiefs 1.

Ndinonzi P. Muchemwa – Dynamos 2 Byo Chiefs 1.

Shawn kwaMutare – Dynamos 2 Bulawayo 1.

Mashoko Chikuku, kwaChivi – Pabhora mutambo Dynamos 2 Chiefs 1.

0782 177 849 – Dynamos 0 Bulawayo 2.

NdiPatience Gonzo, Domboshava – Dynamos FC 1 Bulawayo Chiefs 1.

0774 739 724 – Super Cup first round: Dynamos 1 Bulawayo Chiefs 0.

0776 379 229 – Chibuku Super Cup first round – Dynamos 2 Bulawayo Chiefs 0 ndomamiriro emutambo.

Share.

About Author