Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weChibuku Super Cup semi-final uriko pakati peHarare City neHighlanders nemusi weMugovera kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.
Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weCastle Premiership waiveko pakati peFC Platinum neDynamos nemusi weMugovera wadarika kuMandava Stadium, kuZvishavane.
Mumutambo uyu, FC Platinum yakahwinha 2-0.
Katsvairo wePlatinum, 22 Bridgade, Mudzi – Platinum 2 Dynamos 0.
Robert James, Goromonzi – FC Platinum 2 Dynamos 1.
0775 221 594 – FC Platinum 2 Dynamos 1.
Ndini Kurauwone Witu Mhazi from Mbizo, Kwekwe – FC Platinum 1 Dynamos 0.
Amunesh paUshewekunze – Dynamos 2 Platinum 1.
Ndinonzi Greystone Mhungu – FC Platinum 2 Dynamos 0.
Maronga paHighfield – FC Platinum 1 Dynamos 2.
Mashoko Chikuku kwaChivi – PaBhora mutambo Platinum 3 Dynamos 0.
0774 079 733 – DeMbare 1 FC Platinum 0.
Joyce Kadaweta paBorrowdale – FC Platinum 2 Dynamos 1.
0774 079 733 – DeMbare 1 FC Platinum 0.
0718 943 770 – FC Platinum 2 Dynamos 0.

Share.

About Author