Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weCastle Premiership uriko nemusi weSvondo pakati peDynamos FC neBlack Rhinos FC kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.
Hezvinoi zvakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weCastle Premiership waiveko pakati peDynamos neCAPS UNITED svondo rapera kuRufaro Stadium nemusi weSvondo wadarika.
Mumutambo uyu, Dynamos yakahwinha 2-1.
David M. Daitai, Masvingo (Mukepekepe akakwana) – Dynamos 0 CAPS UNITED 2.
Pfachapfacha, Karoi, 0783 132 018 – Dynamos 2 CAPS UNITED 1.
Ba Anaishe, Chi-town – CAPS inotemwa 2 -1. DeMbare bhora!
Ndinonzi Livingstone Mukwindidza – Dynamos 1 CAPS 2.
Matanga, Chi-town – DeMbare 0 CAPS 0.
Baba Blessed, kuEpworth – CAPS 3 Dynamos 1.
Zita rangu ndinonzi Muungani Magodhi – Dynamos FC 2 CAPS UNITED 1.
Mashoko Chikuku, Chidyamakono School, Dhume Village, Chivi – PaBhora mutambvo: Dynamos 1 CAPS 1.
Antony Bango, Retreat, Waterfalls – Dynamos 1 CAPS UNITED 1.
Michael Muzembi, Masvingo – CAPS UNITED 1 Dynamos 1.
Livson Viri, Bradley Institute, Madziwa – Dynamos 2 CAPS UNITED 0.
Lawrence Tom muDeMbare – DeMbare 2 CAPS 1.
Mcony Leox paKadoma Venture Mine, Patchway – Denamo DeMbare 2 Kepekepe 1.
Chriswell Zambezi, Glen View – Dynamos 2 CAPS UNITED 1.
Pastor Chigwara, Harare – Dynamos 1 CAPS UNITED 0.
F. Machisa – Dynamos 1 CAPS 2.
0715 342 005 – Dynamos 1 CAPS UNITED 1.
0713 328 937 – CAPS 2 Dynamos 1.
CAPS UNITED 2 Dynamos 0 – Nickrence Tafira, kuMhangura.
Mr A Kachere, 0772 632 780, Mutoko – DeMbare 1 Makepe-kepe 0.

Share.

About Author