Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti mutambo weChibuku Super Cup semi-final uripo pakati peHarare City neCAPS UNITED nemusi weMugovera kuRufaro Stadium, muHarare uchapera sei.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.
Hedzinoi dzimwe mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weCastle Premiership waiveko nemusi weSvondo wadarika pakati peDynamos neBlack Rhinos kuRufaro Stadium.
Mumutambo uyu, Dynamos yakahwinha 2-1.
Z. Makaza, Penhalonga – DeMbare 2 Black Rhinos 1.
0777 470 936 – Dynamos 1 Black Rhinos 0.
Tichman paHonde Valley – Dynamos 0 Black Rhinos 2.
0777 879 661 – Dynamos 2 Black Rhinos 1.
Moses Mafusa, Mutorashanga – Dynamos 3 Black Rhinos 1.
Nyashadzamwari Kawere, Mutoko – Dynamos 2 Black Rhinos 1.
Pfachapfacha, Karoi, 0783 132 018 – Dynamos 2 Black Rhinos 0.
NdiKundai Kaneka Mpata, kuChinhoyi – Dynamos 2 Black Rhinos 1.
Oliaki Mangena Chihwiti – Dynamos 1 Black Rhinos 0.
Ndini Homan Kazingizi, Chinzanga Township, Mutoko – Dynamos 2 Black Rhinos 0.
Mr Dzonzi, Stoneridge Park – Dynamos 1 Black Rhinos 0.
0771 648 323 – Dynamos FC 1 Black Rhinos 2.
Michael Muzembi, Masvingo – Dynamos 2 Black Rhinos 1.
Ndinonzi Dexter Mukungurutse from Glen View – Dynamos inohwinha 3-0.
Clemence K. Witu, Mbizo, Kwekwe – Dynamos FC 2 Black Rhinos 1.
Ndini Witness Mutonga ba Anchoo – DeMbare 2 Black Chipembere 0.

Share.

About Author