Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uripo pakati peFC Platinum neOrlando Pirates nemusi weMugovera kuBabourfields Stadium, kuBulawayo uchapera sei.Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peKaizer Cheifs neMamelodi Sundowns nemusi weMugovera wadarika kuFNB Stadium.

Mumutambo uyu,  Mamelodi Sundowns yakahwinha 2-1.

DM Daitai, Masvingo – Kaizer Chiefs 2 Mamelodi Sundowns 1.

0772 959 286 – Kaizer Chiefs 2 Mamelodi Sundowns 1.

Phil M – Kaizer Chiefs 2 Mamelodi Sundowns 1.

 

Share.

About Author