Bhora mutambo

0

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uriko pakati peManchester City neChelsea kuEtihad Stadium nemusi weSvondo uchapera sei?

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007. Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peManchester City neArsenal kunhandare yeEtihad Stadium nemusi weSvondo wadarika.

Mumutambo uyu, Manchester City yakahwinha 3 – 1.

Baba Vita, paChuru Farm – Man City 3 Arsenal 0.

Pome Muzhongoterwa, Mtora Nembudzia, Gokwe – Manchester City 1 Arsenal 1.

0775 733 938 – Arsenal 2 Manchester City 1.

0779 309 888 – Manchester City 2 Arsenal 2.

Tichaona Washaya, Mkoba, Gweru – Manchester City 1 Arsenal 2.

0779 174 900 – Arsenal 2 Manchester City 3.

NdiStanley Mangwiro, Damofalls – Manchester City 4 Arsenal 2.

Dennis Munyowere – Man City 2 Arsenal 2.

TK, Belvedere, Hre – Man City 4 Arsenal 1.

NdiAllen Svova paChi-town – Arsenal 3 Manchester City 1.

Phil M – Man City 2 Arsenal 2.

Nommatter, paChinhoyi – Man City 2 Arsenal 1.

Ndini Ba Lee (Serengende), paHopley – Man City 1 Arsenal 2 (MaGunners Pfeeee).

Share.

About Author