Bhora Mutambo

15 Feb, 2019 - 00:02 0 Views

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weFA Cup uripo pakati peChelsea neManchester United nemusi weMuvhuro kunhandare yeStamford Bridge uchapera sei.Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peManchester City neChelsea kuEtihad Stadium nemusi weSvondo wadarika.

Mumutambo uyu, Manchester City yakahwinha 6 – 0.

Nomatter Isusu Munuwa, paChi-town – Manchester City 2 Chelsea 1.

Baba Vita, paChuru Farm – Man City 0 Chelsea 2.

P Cheza, Budiriro 4 – Man City 2 Chelsea 1.

Justice Mariga, Chitungwiza – Manchester City 2 Chelsea 0.

0775 295 348 – Manchester City 2 Chelsea 0.

NdiTawanda Mudziwo, kuSouthlea Park – Chelsea 3 Manchester City 1.

Zoro Chiwa paEast View – Man City 2 Chelsea 1.

Muneri, paSadza, Chikomba – Manchester City 2 Chelsea 1.

 

Michael Muzembi, Masvingo – Manchester City 1 Chelsea 0.

0775 222 088 – Chelsea 1 Manchester City 2.

0784 201 921 – Mutambo weSvondo weManchester City neChelsea uchapera wakati Manchester City 2 Chelsea 1.

Mahachi Masia – Manchester City 2 Chelsea 1.

Ndini Daniel Bizari, paRusike, Goromonzi – Kkkkkk mumutambo uyo mune munhu pasi hama, hapadane anonzwa Chelsea ichazvambaradzwa 3 – 1 bhora Man City.

Dhakise, Masvingo TM rank – City win hapana chitsotsi  3 – 1.

Boss, paSamora – Chelsea 2 Man City 1.

Pome Muzhongoterwa, Mtora Nembudzia, Gokwe – Man City 1 Chelsea 2.

Dennis Munyowere, paKwekwe – Man City 2 Chelsea 1.

Tandi Kudakwashe Tasosa – Pamutambo uchatambwa pakati peChelsea neManchester City zvichaita mangange 1 -1.

Ini ndinonzi Jedza – Man City ichakunda Chelsea.

Ndini baBobby paEparton – Man City 3 Chelsea 1.

Serengende, paHopley – Man City 2 Chelle 0.

Mai Lee (Serengende), paHopley – Man City 2 Chelle 0.

Innocent Marime, Kariba – Manchester City 4 Arsenal 1.

Lutricia, kuMabvuku – Chelsea 3 Man City 1.

Trust Mudzamiri, Domboshava, 0773 802 025 – Chelsea 2 Man City 0.

 

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey