Bhora mutambo

22 Feb, 2019 - 00:02 0 Views
Bhora mutambo

Kwayedza

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo uriko pakati peManchester United neLiverpool kuOld Trafford nemusi weSvondo uchapera sei.Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo weFA Cup waiveko pakati peChelsea neManchester United nemusi weMuvhuro kunhandare yeStamford Bridge.

Mumutambo uyu, Manchester United yakahwinha 2 – 0.

Baba Vita, paChuru Farm – Chelsea 0 Man U 2.

Tarisai Dzitiro, Epworth – Chele Chele 2 Man U 0.

Elisha Gundo Mejor, paChitungwiza – Chelsea 2 Manchester United 0.

Awake Thomas Russel Matinyenya, ndiri kuKadoma – Chelsea 2 Manchester United 3.

Whisky Tennis from Glendale – Chelsea 2 Man U 1.

BaTaku, paChitown – Chelsea 2 Manchester United 1.

Kavima Benson, DZ, Harare – Man U 3 Chele 2, FA Cup.

Phil M – Man U 3 Chelsea 1.

NdiSteven Psuwura, paWhitecliffe – Mau U 2 Chelsea 1.

Nomatter Idi – Chelsea 2 Man U 1.

Jackson Chawana, Domboshava – Chelsea 1 Manchester United 3.

0782 177 849 – Chelsea 2 Manchester United 4.

NdiNorman, paRutex – Man U 3 Chelsea 1.

Zoro Chiwa, paEast View – Chelsea 2 Man U 1.

 

Share This:

Sponsored Links