Chipangamazano

9 years ago | July 24, 2015

Uyu murume wezita bedzi!

MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ini ndiri mudzimai ane makore 24 ekuberekwa uye ndine mwana mumwe chete. ...

9 years ago | June 19, 2015

Ndakaberekeswa chikwambo

MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri murume ane makore 37 ekuberekwa, uye dambudziko rangu rakamira sezvizvi:

9 years ago | June 5, 2015

Ndofa ndisina mwana?

MAKADINI Tete Chipangamazano? Ini ndiri murume ane makore 45 ekuberekwa uye handina kuroora. Dambudziko rangu nderekuti ...

9 years ago | May 29, 2015

Ndinodawo murume ini

MAKASIMBA here tete? Ini ndiri mukadzi ane makore 26 ekuzvarwa. Dambudziko rangu nderekuti ndaroorwa kanokwana kuita ...

9 years ago | May 22, 2015

Ndava kutyira vana

MAKADII tete? Ini ndiri mukadzi ane makore 42 ekuzvarwa, ndine murume nevana vashanu. Dambudziko rangu nderekuti ...

9 years ago | May 15, 2015

Ndoramba ndakanyarara here?

MAKASIMBA here tete? Ini ndiri murume ane makore 52 ekuberekwa, ndakaroora uye ndine vana vashanu. Dambudziko rangu ...

9 years ago | May 8, 2015

Ndowanepi mushonga weraki?

MAKADIIKO tete? Ini ndiri mukomana ane makore 28 ekuzvarwa, amai vangu vakafa uye baba handivazive. Ndakarerwa mumusha

9 years ago | April 23, 2015

Kuti handina kugadzirwa ini?

MAKASIMBA here tete? Ndiri murume ane makore 44 ekuberekwa. Ndine mukadzi nevana vashanu. Ndinogara kuimba yedu muguta ...

9 years ago | April 10, 2015

Ndakashinha naambuya

MAKASIMBA here tete? Ini ndiri murume ane makore 40 ekuberekwa. Dambudziko rangu nderekuti handina mwana kana mukadzi. ...

9 years ago | March 20, 2015

Ndoda upi murume?

KWAMURI tete Makasimba here tete? Ndiri mukadzi ane makore 31 okuberekwa. Ndainge ndakarorwa tiine mwana mumwe chete. ...

9 years ago | March 13, 2015

Mukadzi wangu ane kamweya

Kwamuri tete Ndiri murume ane makore 28 okuzvarwa uye ndakaroora. Ndine mwana mumwe chete.

9 years ago | February 5, 2015

Vanondivanza baba vangu

KUNA tete Ndiri murume ane makore 35 ekuzvarwa. Amai nababa vangu vakadanana munguva yehondo vakabva vaita pamuviri ...

9 years ago | December 18, 2014

Hama dzangu yava chechi

KUNA tete Ndiri murume ane makore 37 ekuzvarwa, ndine mudzimai ane makore 26 nevana vatatu. Takachata muchechi vabereki ...

9 years ago | December 13, 2014

Vamwene ndivo mubati wehomwe

KUNA tete Ndiri mudzimai ane makore 28 okuzvarwa uye ndava nemwedzi mitatu ndawanikwa. Murume wangu anoshandira kunze ...

9 years ago | November 14, 2014

Amwene ndivo sahomwe

KWAMURI tete Ndiri mudzimai ane makore 25 okuzvarwa uye ndave negore nechidimbu ndaroorwa. Dambudziko rangu nderekuti ...

Muramu oda vharamuromo

NDINOKUKWAZISAI tete, Ndiri murume ane makore 34, ndakaroora uye ndine vana vaviri. Ndinogara nemudzimai wangu ...

10 years ago | June 21, 2014

Tete

Takatorerwa pfuma yose Kunemi tete Ndiri mukomana ane makore 23 ekuzvarwa. Baba vangu vava nemakore gumi vashaya, amai ...