Denhe Reruzivo

7 years ago | November 18, 2016

St Angela Academy: Tiri chikoro chemarudzi ose

CHIKORO cheSt Angela Academy icho chiri kuBorrowdale, muHarare, chosimudzira kudyidzana kwemarudzi akasiyana sezvo ...

Sirabhasi itsva yavepo: Mavima

MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti bazi ravo rakapedza kugadzira ...

Kereke inofa nei?

Munyaradzi Gunduza Musoro wekuti Kereke Inofa unojekeswa naZebra akanga asingachaite zvekunamata. Izvi zvinoonekwa ...

Duramazwi

Ziva Dambakurimwa — Iyi inzvimbo inoyereswa zvikuru isingadyarwi mbesa nokuti inenge ichinzi ndeyemudzimu.

Vida naSimon vapihwa imba

CHITSAUKO 4 (Ongororo: Enderero mberi) Ndipo patinonzwa vachidimikira vachiti, “Handiti imari iri kuenda ichichema ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Tsindira nhava

KANA totsindira nhava zvinoreva kuti hatisi kupa mukana wekusiya hwangwadza kwete, asi kuti tiri kutotsokera pose pane ...

DETEMBA TINZWE

Nyorai nhetembo pfupi seriri pazasi motumira ku: Nhetembo, Kwayedza Box 396 Harare kana kutumira pa-Email inoti ...

7 years ago | November 11, 2016

‘Sando’ dzaVaChidyausiku

 Wua yakaremekedza mupepeti wekutanga wekwayedza MUPEPETI wekutanga webepanhau reKwayedza, Dr Paul Chidyausiku, nguva ...

Gunduza abura bhuku idzva

Tafadzwa Mutsotso MUNYORI wemabhuku ane mukurumbira, Munyaradzi Gunduza, akabura rimwezve bhuku idzva renhetembo iro ...

Goromonzi High izere neshasha

CHIKORO cheGoromonzi High School chakakumba mibairo yakasiyana kumakwikwi eMashonaland East Provincial Merit Awards ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro dzesvondo rapera: 1.         Badza guru ipa murimi, kupa tsimbe . . . naro. (inovata)Zadzisa tsumo dzinotevera:

Simon anoti anoda inyoka

CHITSAUKO 4 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vida asurukirwa zvikuru ndokutanga kufunga amai vake ndokubva apindwa nechido ...

Mamiriro ebvunzo

Munyaradzi Gunduza Kune avo vari kuita Shona neboka rinotungamira zvebvunzo, reZimbabwe School Examinations Council, ...

Ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kudzvura, kutswa kana kutwa. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

7 years ago | November 4, 2016

600 vodzidziswa nemapurisa

MAPURISA eZimbabwe Republic Police ari kutendwa nebasa raari kuita rekubatsira vana nherera vanosvika 600 nemari ...

‘Maths dzinoda rurimi rwaamai’

MUNYORI mukuru mubazi redzidzo yepuraimari nesekondari, Dr Slyvia Utete-Masango, vanoti zvakosha kuti vana vepuraimari ...

Dudley Hall yakapa shasha mibairo

VABEREKI vanokurudzirwa kuti vashande pamwe chete nevadzidzisi mukusimudzira fundo yevana vavo. Kurudziro iyi yakaitwa ...

Ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti chikeyi. Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvaverengi:

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>