Mhinduro yesvondo rapera: Chekuba hachigari. Vanhu vatema vaikurudzira hunhu hwakanaka pamwe chete nekushanda. Kana ...
Malven Mugadzikwa VANASIKANA vanofanira kuramba vachienderera mberi nechikoro uye havafanire kuzvitarisira pasi asi kuti ...
Daphne Machiri CHIKORO cheSt Johns Chikwaka chiri kuGoromonzi chiri kurumbidza bepanhau reKwayedza nekubatsira kwariri ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti rize. Vamwe vanoti chinyavada, chinyaride kana kuti chimhiriri. Hedzinoi ...
Malven Mugadzikwa CHIKORO cheSt Angela chiri kuBorrowdale,muHarare,chinoti chinoda kubura vana vonokwanisa kushanda ...
Ticha Danga NGUVA ino yava yekuti fare-fare tindike. Tinofanirwa kuziva kuti mukana wekumborova bhora rechikweshe ...
SANGANO remubatanidzwa wemadzimai anobva kumachechi akasiyana muZimbabwe, reDaughters of Virtue (DOV), rinoti vana ...
CHIKORO cheSt Johns Chikwaka chiri kuGoromonzi chakaparura mutambo mutsva unoratidza kukosha kwetsika nemagariro ...
ZVIKORO zvinodzidzisa vana vasinganzwi pamwe nevakaremara mitezo svondo rapera zvakacherechedza zuva reInternational ...
GURUKOTA redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, svondo rapera vakanyorerana chibvumirano ...
SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo watakatanga svondo rapera waiti;
MHUKA nevanhu ndizvo zvinonyanya kushandiswa navanasarungano sevatambi vemungano. Mhuka dzinoshandiswawo dzakamirira ...
BVUNZO zvarakadai kunyorwa, hazvirevi kuti kudzidza kwapera. Tinotofanirwa kuramba tichiverenga kuti tiwedzere ruzivo.
SVONDO rino tinotanga mumwe mubvunzo unoenderana nebhuku Gona ReChimurenga.
NGANO dziri muboka reuvaranomwe hwemutaurwa, uye dzakaumbwa nezvikamu zvitatu zvinoti mavambo, pakati uye magumo. Ngano ...
Kana mbare dzikaita kumusana haukwanise kudziona. Unotongovimba nekuudzwa nevamwe asi nyangwe zvakadaro, haufe ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke.
MUKUTAURA nekunyora chiShona, tinosangana nemazwi anoreva zvakafanana sekuti mbambaira inogona kunzi mabura kana kuti ...
VADZIDZI vepaUniversity of Zimbabwe (UZ) vari kushandisa hunyanzvi hwavo mukugadzira zvinhu zvinobatsira muupenyu ...
NEMHAKA yekuti tanga takabata nyaya dzanga dzichienderana nenguva muzvikamu zviviri zvapfuura, zvakangonaka kuti tibva ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright