Denhe Reruzivo

5 years ago | September 20, 2019

Zvaisangana nevarwi

SVONDO rino tichatanga kuongorora matambudziko anowira varwi vehondo yeChimurenga. Dambudziko chinhu chese chinoitirwa ...

Sarungano ndiani?

SARUNGANO vaiva ambuya kana sekuru vane utsome pamwe neuseza hwenharaunda nemararamiro aitarisirwa mutsika namagariro ...

5 years ago | September 13, 2019

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Tsumo iyi inoshandisa nyaudzosingwi mbiri. Chipitipiti kufamba kwemunhu kana vanhu vanoramba vachipinda kana kuenda ...

Ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti mbuyamuderere. Vamwe vanoti muputsahari kana kuti mbuyamugogoda.

Mwaka inowanikwa mugore

KANA nguva yekunyora bvunzo yoswedera, mazuva anobva aita kunge ari kumhanyiswa uye mumusoro munoita semusina kana ...

Zvinodzidzwa mungano

PARI zvino mave kuziva kuti ngano dzinodzidzwa kuchidzidzo cheUvaranomwe paShona yeA-Level muchikamu chekutanga. ...

5 years ago | September 6, 2019

Kudzivirira njodzi muzvikoro

VAKURU vezvikoro zviri muHarare nevatevedzeri vavo pamwe chete nevamwe vanoona nezvekufambiswa kwezvirongwa muzvikoro ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti hwiza kana kuti mhashu. Vamwe vanodaidzwa mhando yehwiza iyi kuti ...

Tsumo nemadimikira namukanya

Unogona kubayiwa nechinhu asi chinhu ichocho chobva chasiya chimwe chidimbu mukati nyangwe icho chabviswa. Tsumo iyi ...

Dingindira guru

SVONDO rakapfuura takapedzisira kuita ongororo yekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya iri muna Gona ReChimurenga. ...

Zvatadai kutarisana nebvunzo

TISU avo tapinda mumwedzi waGunyana apo hana dziri kubika manhanga nekurova kwadziri kuita nenyaya yebvunzo. Kupinda ...

Nhango dzapadare

9. TSANANGURA rayiro dzinobuda munhetembo dzenhango dzepadare. [25]

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

5 years ago | August 30, 2019

Zvidzidzo zveutano hwesikarudzi

SANGANO reForum for African Women Educationalists Zimbabwe Chapter (FAWEZI) — rakabatana nebazi revechidiki, mitambo ...

Harare Polytechnic yasvitsa makore 100

Harare Polytechnic ndeimwe yemakoreji ava nemakore mazhinji achifundisa zvidzidzo zvepamusoro zvakasiyana ari pasi ...

Dombodzvuku yoita zvinorova

CHIKORO cheDombodzvuku Primary School chekwaMurehwa chiri mudenga rechinonwe zvichitevera kukunda kwakaita vanasikana ...

Zvikoro zvinodawo inishuwarenzi: IPEC

KOMISHENI yeInsurance and Pensions Commission (IPEC) — iyo inonyoresa nekuona nezvekufambiswa kwemabasa nemakambani ...

Gandanga nepfuti

SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo wekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya.

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>