MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti daranganwa. Vamwe vangangoti dede.
Mhinduro yesvondo rapera:
REGAI timbosiya nyaya dzemhuka nevana vadzo zvatanga tichibata muzvikamu zviviri zvapfuura timbonhanhira kunyaya ...
SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo wekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya.
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
ZVIKORO zvemapolytechnics nemayunivhesiti muZimbabwe zviri kuita basa guru rekusimudzira makambani asiri kunyatsofamba ...
ZVAKAKOSHA kurwisa zvirwere zvemanyoka secholera muzvikoro – kubvira kupuraimari kusvika kumayunivhesiti – sezvo ...
CHIKAMU chakapfuura takabata vana vemhuka dzinopfuiwa pamusha apo takaburitsa mazita anopihwa hadzi kana hono.
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti pfuko kana gate.
Kubatsira munhu ari kudarika nepamba penyu hakuite kuti musare musisina zvekudya kana kuti mupererwe nezvekushandisa.
TSANANGURA zvidavado zvinowanikwa munhetembo dzemhiramidzimu. [25]
TINOENDERERA mberi nemubvunzo wekupindirana kwemusoro webhuku nenyaya.
VANA vechikoro vesekondari vanosvika 100 vachabatsirwa nechirongwa chakavambwa nemudzimai wemutungamiri wenyika Amai ...
SVONDO rino tichatanga kuongorora kupindirana kwemusoro webhuku nerungano rwunoti Gona ReChimurenga. Tichaita izvi ...
UCHISHANDISA nhetembo shanu kubva munhetembo dzokurova bembera nedzejikinyira kana mavingu, tsanangura zvaishungurudza ...
KOTORO yepiri yakauya ikatodarika zvichireva kupindana kwamazuva. Nebvunzo zvakare ratova muberevere zvekuti hapachina ...
NGANO Mhinduro yesvondo rapera: Kufa hwehosi inosiya imwe. Kana munhu anga ane chinzvimbo pabasa, mumusha kana ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nzungu. KwaMutoko vanoti matere.
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright