Denhe Reruzivo

5 years ago | August 9, 2019

TICHA ANE CHIPO

MUDZIMAI asingaone — uyo anove mukuru wechikoro cheMushandike High, kuBuchwa, kuMberengwa — ari kuita zvinorova ...

Vana vakadzidziswa mabasa

BAZI revechidiki, mitambo nekutandara nguva yadarika rakacherechedza zuva revechidiki, reDay of the African Child, ...

Tsumo dzinoreva zvakafanana

TSUMO ndeimwe nzira yekurunga nayo mutauro wedu ichiburitsa hutsanzi neugo hwemunyori. Tsumo idzodzi dzine tsanangudzo ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

ZIVA

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti kuurutsa/kuwurutsa.

Vorwisa huchapa muzvikoro

SANGANO reOxfam rakavamba chirongwa chekusimudzira zvidzidzo zveutano muzvikoro icho chinodaidzwa kuti School Health ...

5 years ago | August 2, 2019

Kusapinza mwana chikoro kukoka jeri

DZIDZO yepuraimari ichange yave yepachena, ichifanirwa kuitwa nevana vose uye vabereki nevamwe vanochengeta vana ...

$40m yekubatsira vadzidzi

HURUMENDE inoti yaunganidza $40 miriyoni yekuti ishandiswe mukubatsira vadzidzi vekumayunivhesiti nemakoreji vari ...

Maticha obairwa zvitupa

HURUMENDE yakapinza mabasa mamwezve maticha 350 senzira yekuzadzikisa chikamu chekupedzisira chevarairidzi 3 000 ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke.

Runga mutauro nenyaudzosingwi

MAITIKIRO ezvinhu anosiyana. Kana totaura nekunyora ChiShona zvinogona kuratidzwa kusiyana kwazvo kana tichishandisa ...

Zvinodzidzwa mumitambo

PAMITAMBO yevechidiki iri mubhuku iri, sarudza mishanu chete ugojekesa matambirwo ayo, uye zvayaidzidzisa vana. [25]

Tsumo nemadimikira namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Chatiza gumbo, musoro waona. Kuti munhu unoita chimwe chinhu, panenge pane chaunenge waona ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti hosho.

Nyaya iri mubhuku

NDINE chivimbo chekuti vazhinji venyu makatsvaga bhuku ratiri kuongorora rinonzi Gona reChimurenga mukariwana. Zvino ...

5 years ago | July 26, 2019

Tsigirai vechidiki: VP Mohadi

MUTEVEDZERI wemutungamiri wenyika Vice President Kembo Mohadi vanokurudzira vemakambani nemamwe masangano kuti vatsigire ...

Vana vakaremara vovakirwa chikoro

SANGANO rinomiririra kodzero dzevabereki vane vana vakaremara mitezo, reZimbabwe Parent of Handicapped Children ...

ziva

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti derere. Vamwe vanoti gusha uye mhando yederere riri pamufananidzo ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>