HUNHU hwavana hwataika, hwadyiwa nembwa. Nokuti takabvuma kodzero dzinoti kana mwana asvitsa makore gumi namasere anenge ...
CHISINGAPERI chinoshura. Vakashaura, vashaurazve kuti kana iri Zimbabwe, chikanganwai. Vakatsoropodza vatsoropdza ...
CHINA manenji hachifambisi. Munozvida haikona vana veZimbabwe? Pamunozvitanga munoita kunge muri kutamba asi imi ...
SAHWIRA wangu paakati “hana yangu yarohwa nehana,” ndakamutarisisa ndikati dzokorora nokuti ndaifunga kuti akanganisa ...
KWAVE kupisa kudai, kana misoro inopisa zvakare. Vamwe vanopedzisira vatakura kana kutakudzwa hari dzizere dzungu rega ...
VANHU vanobva kudunhu rekwaMutoko, kuMashonaland East, vane tsika inofanirwa kupembedzwa, kunyange zvazvo iri tsika ...
DAI chiri chiRungu maiti mazuva ano Mukwende Washe akagukuchira aya anonzi mavhoko, idzo dziri tsumo nenyaudzosingwi, ...
VECHIDIKI vangagunun’una kuti nhuna dzavo hadzisi kunzwikwa neHurumende, asi kana tikanzvera dzimwe dzenyaya dzine ...
MWEDZI wokupembedza dunhu reAfrica unozadziswa musi wa25 May apo vanhu veAfrica vanenge vachicheredza makore 52 ...
CHINA manenji (mashura) hachifambisi. Chinonanaira kusvika chasvika panzvimbo. Zvimwe chete neAfrica nesuwo tiri ...
KWASARA masvondo maviri kuti Africa ipembererere kuzvarwa kwesangano reOrginasation of African Unity (OAU) musi wa25 May 1963.
AFRICA, makazvimbirwa, makatsamwa! Vamwe muzere nouturu. Vamwe mune mweya wokutsividza, kwoitawo vamwe vari kuti, ...
KUNYANGE zvazvo yave garoziva kuti mwaka iri kusanduka gore rimwe nerimwe, zvegore rino zvange zvisina kutarisirwa. Wese ...
MAKOROKOTO kumadzimai navanasikana pasi rose vakapembera nokucherechedza zuva reInternational Women’s Day musi wa8 Kurume.
MUMUSHA makauya mwenga. Haadi kuona kana chinonzi marara kana tsvina. Abata mutsvairo wake, hapana paanosiya. Kana ...
AFIRWA haatariswi kumeso, uyewo pese pafa munhu hapashaikwi muroi. Izvi ndizvo zviri kubuda pahurongwa huri kuitwa ...
MAZISO nenzeve zviri kunyika yeBrazil kumitambo yeWorld Cup. Iyo iya Brazil yakangoshamisa vanhu timu yavo payakatambawo ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey