Blogs

3 years ago | September 23, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 42 uye ndinotsvagawo murume asina mukadzi ane makore 45 – 60. Ngaave ane vana ...

3 years ago | September 9, 2021

Tishamwaridzane

NDIRI mukadzi ane makore 42 nevana vatatu uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo murume anoda zvekuchengetana neni ari ...

3 years ago | August 26, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 57 uye ndiri kutsvakawo murume wekushamwaridza naye ane makore 60 kusvika 65 asina ...

3 years ago | August 19, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvagawo mukadzi ane mwana 1 kana 2 ane makore 18 – 28. Ngaave anogara ...

3 years ago | August 12, 2021

Tishamwaridzane

NDINOTENDA zvikuru Kwayedza, murume avapo, muchato uri munzira. God bless you. — 0772 835 889. ****** Makadini? Ndiri ...

3 years ago | August 5, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII veKwayedza? Ndiri murume ane makore 31, ndogara kuDomboshava uye ndiri pachokwadi. Ndodawo mukadzi ari ...

3 years ago | July 29, 2021

Tishamwaridzane

NDIRI mukomana ane makore 25, ndinotsvaga mukadzi wekurora ane makore 18 kusvika 22. Ndinoshanda, andifarira anondibata ...

3 years ago | July 22, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27 nemwana 1, ndotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 22. Zvakawanda ...

3 years ago | June 24, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII veTishamwaridzane? Ndanyora kakawanda asi handizi kuburitswawo shambadzo yangu. Ndinotsvaga mukadzi ane makore ...

3 years ago | June 17, 2021

Tishamwaridzane

NDIRI musikana ane makore 36, ndinodawo murume ane makore 45 – 48 anoda zvemba. Ngaave asingaite gumbo mumba gumbo ...

3 years ago | June 10, 2021

Tishamwaridzane

MAKASIMBA here veTishamwaridzane? Ndakawana wandaida, tinotenda chose saka vamwe musafona kana kutumira meseji panhamba ...

3 years ago | June 3, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII veKwayedza? Ndiri murume ane makore 42 nevana 3. Ndodawo mukadzi wekugara naye, zvakawanda tozotaura pa0714 862 ...

3 years ago | May 27, 2021

Tishamwaridzane

MAKADINI? Ndiri mukadzi ane makore 39, ndiri positive uye ndodawo murume ari positive anoda wanano. Nhare yangu 0771 325 ...

3 years ago | May 20, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndotsvagawo mudzimai ane makore 39 – 41. Ndine makore 49 uye ndiri HIV negative. Nhare yangu 0733 010 ...

3 years ago | May 6, 2021

Tishamwaridzane

KWAYEDZA makadini? Ndiri musikana ane makore 26 ekuberekwa, ndinotsvaga mukomana ane makore 30 – 36 ekuberekwa ...

3 years ago | April 29, 2021

Tishamwaridzane

NDAKAZOWANA murume anondida, pliz vari kuramba vachifona pa0771 955 183 chiregai henyu. ******** Ndiri murume ane makore ...

3 years ago | April 16, 2021

Tishamwaridzane

NDIRI murume ane makore 46. Ndogara muHarare uye ndodawo musikana wekuroora asina mwana. Asina kumbobvira aroorwa anoda ...

3 years ago | April 8, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndinodawo mukomana ane makore 24 – 40, ndiri positive. Nhare yangu 0784 583 483. ******** Makadini? ...

3 years ago | March 25, 2021

Tishamwaridzane

NDIRI mukomana ane makore 27,  ndinotsvakawo musikana ane makore 18 kusvika 21 ave kuda zvemba, anonamata uye ari ...

Ziva

VAVERENGI tiudzei kuti muchero wemusango uyu, uyo unoti kana waibva unonunira, unonzi chii. Tumirai mhinduro dzenyu ...