Blogs

3 years ago | March 25, 2021

Dzidza mutauro

Tinokuunzira chirongwa chakananga kukudzidzisai mimwe yemitauro gumi nemitanhatu (16) iyo inocherechedzwa nebumbiro ...

Nhetembo

Susan Tembo Ruzhinji mamask marasira kure Kuapfeka kutya kusungwa  Kwete kuchengetedza utano. Gurumwandira kuungana ...

‘Zvikoro zvakagadzirira vana’

Nqobile Tshili HURUMENDE inoti zvikoro zvichashandisa ruzivo rwazvakawana gore radarika panyaya yekurwisa chirwere ...

3 years ago | March 18, 2021

Kworongwa gwaro rinopedza kumbunyikidzwa muzvikoro

Muchaneta Chimuka SANGANO reEducation Coalition of Zimbabwe (ECOZI) rakabatana neHurumende kuburikidza nePublic Service ...

Tishamwaridzane

aaMAKADINI veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana mumwe chete uye ndinotsvagawo murume ane makore 30 ...

3 years ago | March 12, 2021

Tishamwaridzane

MAKADII veTishamwaridzane? Ndiri musikana mutsvuku ane makore 21 uye ndinotsvagawo mukomana akanaka pachiso nemwoyo. ...

Dzidza mutauro

Tinokuunzira chirongwa chakananga kukudzidzisai mimwe yemitauro gumi nemitanhatu (16) iyo inocherechedzwa nebumbiro ...

Ziva

VAVERENGI tiudzei kuti muchero wemusango uyu, uyo unoti kana waibva unonunira, unonzi chii? Tumirai mhinduro dzenyu ...

Detembo: Dzihwamupengo

naTanaka Taruvinga Hekaniwaro mhondoro Hekaniwaro madzitateguru Maungira eyedu mhere ari kusvikawo here iko nyikadzimu? ...

‘Regai zvikoro zvichivhurwa’

Abel Ndooka SANGANO rinoita tsvakurudzo yezveutano rweveruzhinji, reZimbabwe Community Health Intervention Research, ...

3 years ago | February 11, 2021

Tishamwaridzane

NDIRI mudzimai ane makore 51. Ndinotsvagawo murume wekuroorwa naye ane makore 53 kusvika 59. Andifarira anondibata ...

3 years ago | January 28, 2021

Tishamwaridzane

MAKASIMBA here veKwayedza? Ndotsvagawo mudzimai ane makore 18 kusvika 28. Ndobatika pa0783 010 466. *** Makadii ...

3 years ago | January 21, 2021

Tishamwaridzane

INI ndiri mukomana ane makore 26, ndotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 23 wekuroora asiri pamushonga. Nhamba ...

3 years ago | December 17, 2020

Tishamwaridzane

MAKADII veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37, ndinodawo musikana ari pamushonga asingataridze. Ndibatei pa0772 940 ...

3 years ago | December 13, 2020

Tishamwaridzane

MAKADINI? Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20. Nhare yangu 0777 618 184. ********* Ndine makore 19, ndodawo ...

3 years ago | November 12, 2020

Tishamwaridzane

MAKADINIKO? Ndiri murume ane makore 34, handisi pamushonga. Ndinoda mukadzi asiri pamushonga ane makore 19 – 31. ...

Mutupo: Gwai Gumbi

Maita Gwai, Chinhove changu chichi, Vane chuma chisingaverengwi, Vakatorerwa umambo namabvakure, Isu hanzvadzi ...

3 years ago | November 5, 2020

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri mukomana ane makore 27 paupenyu ndiri driver uye ndinotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 23 asina ...

3 years ago | October 29, 2020

Tishamwaridzane

MAKADINI? Ndine makore 21 nemwana 1, ndogara kuMt Darwin uye ndinodawo murume ane makore 23 kusvika 32. Ngaave anoshanda ...

3 years ago | October 22, 2020

Tishamwaridzane

MAKAITA veTishamwaridzane, ndakazomuwana wandaida saka vose vachiri kufona panhamba idzi 0779 015 163 ngavachirega ...