MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti derere. Mhando yederere iri rinonzi rechipudzi.
SANGANO rinorwira kodzero yedzidzo yemwanasikana, reTag A Life, rinoti Hurumende inofanirwa kuderedza kana kubvisa ...
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE: CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...
Nzira dzinoshandiswa nevarwi vehondo yeChimurenga kuti vange vachikunda vachana.
Mhinduro yesvondo rapera: Uswa hwenyati ndehuri pamuromo, huri mudumbu inofa nahwo. Zvainoreva: Usavimbe nezvausina. ...
VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
REGAI timbosiya zvebvunzo dzegore rinouya tinangane nevari kunyora gore rino apo tinoda kukudubura zviri mugapu kuti ...
SVONDO rapfuura takakusiirai basa rokuita tichiti mushandise zvimiso zvakanaka pakandima kadiki katakakupai.
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 26, ndotsvagawo mukadzi ane makore 19 kusvika 25. Nhare yangu 0785 500 736.
Vana vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...
Aive madziva, ave mazambuko.
Mhinduro yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nhunzi.
Regai tipendere chirongwa chemabandiko ezvidzidzo zvichanyorwa mugore riri kutevera kunova kekutanga muZimbabwe. Vari ...
Svondo rino tichaita chidzidzo chiri maererano nekushandisa zvimiso zvechiturabefu nechimiso.
Tinopedzisa mubvunzo watakavamba svondo rapfuura unoti
Tinofambira mberi nekukudzidzisai mimwe yemitauro gumi nemitanhatu (16) iyo inocherechedzwa nebumbiro remutemo reZimbabwe.
Mubereki wose ave kusungirwa kuendesa vana kuchikoro kubva pagwaro reEarly Childhood Development (ECD) vasati vaenda ...
Mhinduro yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti nyuchi.
Svondo rapera takabata zvidzidzo zvitvsa zviri kutanga kunyorwa gore rinotevera uye takavimbisa kuti tichapinda ...
Matmbudziko kana kuti zvimhingamupinyi zvinosangana nevanhu munguva yehondo.
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright