Blogs

8 years ago | July 1, 2016

Vane mazita, asi havadaidzwi nawo

REGAI nditange nokukumbira ruregerero kuvaverengi, nokuti chinyorwa chino chinogona kubata-bata vamwe vanhu kubudikidza ...

8 years ago | June 24, 2016

Kususukidza rungano

Munyaradzi  Gunduza Zvinoitwa nevatambi kususukidza rungano (Tinoenderera mberi) Tapera anorarisa paakanga akachengeta ...

Kunyora tsamba

Ticha Danga CHIKAMU chino tinoda kuchishandisa sehwaro hwekupendera nyaya yepepa repiri rerondedzero nenzwisiso. ...

Muporofita ndiye akakonzeresa

Yvonne Chidochashe Manyanja MUMWE mukadzi anonzi akazoziva kuti murume wake ane shamwarikadzi yaari kudanana nayo ...

Shoko rokuti Meja ashaya

“MATSOTSI” naRuby Magosvongwe (127-132) Nyaya yacho (Enderero mberi): Izvi zvainge zvisingatariswi kaviri. Vahanzvadzi ...

Murume ari kuda mwana

. . . apa ndakabaiwa jekiseni rekuti ndisabate pamuviri MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri mukadzi ane makore 30 ...

Duramazwi

MWENGA – Uyu anogona kuve munhukadzi anenge achiroorwa, kana kuti achangosvika mumusha maanenge aroorwa kana kuti ...

8 years ago | June 17, 2016

Kusunga dhuku: Yanga yakaipei?

MUNGAONE vanhukadzi mazuva ano vakasunga madhuku mukafunga kuti pamwe kuteta chando. Vamwewo maifunga kuti kusunga dhuku ...

Tsungai atsamwa nekuita kwasekuru

Ticha Tichaziva “WADIWA SEKURU” naRuth Gabi (123-125) Sekuru vaiwanzouya kumusha kupera kwesvondo musha wose wobva ...

Simbe

naPrecious Simbi Ndini Simbe muera badza Vamwe vachimukira muminda Ini ndakarara Nekubika chandinoda handikwanise ...

Pfuma inoshandirwa, kwete zvemishonga

MAPATYA akazvarwa akabatana (Siamese twins) – Kupakwashe naTapiwanashe – vakakwanisa kupatsanurwa pasina njodzi ...

Duramazwi

GONA – Ichi chidende chomushonga chinoshandiswa nen’anga kana kuti bako guru rakadzika rinokwanisa kuhwanda vanhu. ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

Rondedzero

Ticha Danga PAZVIRONGWA zvapfuura takatarisa mamiriro erondedzero kubva kunhanganyaya kusvika kumhedziso. Rwendo rwuno ...

Orongera vamwene gen’a

Gabriel Singano MUROORA anonzi ari kutukirira vamwene vake achivati vawora nemukondombera uye achavarongera gen’a ...

8 years ago | June 3, 2016

Dambudziko remari, indomene here?

HAZVIDI kuenderwa kun’anga kana zviporofita kuti vanhu munyika panguva ino vari kufamba nekanzira kanoti rwadzei.

NDINOTENDA veKwayedza, vaimbofona pa0779 135 213 chiregai ...

NDINOTENDA veKwayedza, vaimbofona pa0779 135 213 chiregai ndakamuwana wangu anondida. Makaita basa. ******

Vanokohwa pakuru nekukoshesa nyika

WAFAMBA wapota, vanodaro vakuru. Asi mukufamba ikoko munhu unopfumisa maziso, nzeve nepfungwa. Unoonawo nokudzidza kuti ...

Murume wangu ava kundisemesa

MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri mukadzi ane makore 40 okuberekwa, ndakawanikwa uye ndine vana vaviri. ...

8 years ago | May 20, 2016

Bumha renyuchi pamba!

SVONDO rapfuura pandakanyora nezveshasha yetsiva Charles Manyuchi handina kuziva kuti ndiri kukoka nyuchi mhenyu chaidzo ...

https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG