NDINOTI makadii Tete Chipangamazano? Ndinovimba muchapa tsamba yangu mukana wekuti ibude. Ndiri musikana ane makore 20 ...
PANGAVE nevamwe vasati vave neruzivo rwekuti bazi rinoona nezviri kuitika munyika (Ministry of Home Affairs) rave ...
VANHU vanobva kudunhu rekwaMutoko, kuMashonaland East, vane tsika inofanirwa kupembedzwa, kunyange zvazvo iri tsika ...
HURUKURO inganetse nhasi uno ndeye kuti munhu angatanga kunwa mapiritsi emaARV apo anenge angoonekwa kuti ane utachiona ...
MAKADII henyu Tete Chipangamazano? Dambudziko rangu tete rakamira sekudai: Ndiri mukomana ane makore 22 okuzvarwa. ...
PAMWE makanzwa nezvaBridget Mandimutsira pachirongwa chinoitwa naTilda Moyo-Karizamimba (Tilda’s Show) panhepfenyuro ...
MAKADINI? Ndinotsvagawo murume anoda kuroora. Ndine makore 33 nevana 2 uye ndiri muHarare. Nhare yangu 0775 981 239. *****
VARI parumananzombe rwebarika vangacheme zvavo, asi chokwadi ndechokuti barika riri kwese kwese, uyewo hazvina ganda, ...
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ini ndiri mudzimai ane makore 24 ekuberekwa uye ndine mwana mumwe chete. ...
NDINOTENDA veKwayedza ndakamuwana chaiye wandaida saka vachiri kufona pa0776 338 012 chiregai zvenyu nekuti ndave wemuridzi.
NDAKAZOMUWANA wandaida, makaita basa veKwayedza uye rambai makadaro. Vose vachiri kufona pa0775 214 848 chiregai nekuti ...
Kurarama Neutachiona hwe HIV muina Catherine Murombedzi VANHU vazhinji vanoraradza nekunwa doro zvakapfurikidza ...
KWAPERA makore 39 vana vomumusha weSoweto, kuSouth Africa, vakadya marasha vakati, “Pasi nemutauro wechiAfrikaans muzvikoro.”
MAKASIMBA here Tete Chipangamazano? Ndiri murume ane makore 37 ekuberekwa, uye dambudziko rangu rakamira sezvizvi:
NDINOKUTENDAI veKwayedza ndakamuwana wandaidisisa saka vamwe ngavachirega kufona pa0715 156 128. *****
MAKADINI Tete Chipangamazano? Ini ndiri murume ane makore 45 ekuberekwa uye handina kuroora. Dambudziko rangu nderekuti ...
NDINOKUTENDAI veKwayedza nekundisanganisa newangu wandinodisisa nekudaro kune vachiri kufona pa0771 340 828 chiregai ...
DAI chiri chiRungu maiti mazuva ano Mukwende Washe akagukuchira aya anonzi mavhoko, idzo dziri tsumo nenyaudzosingwi, ...
MANHERU ezuva reAfrica Day ndakazvitandadza nokuona mharidzo dzavafundisi vemakereke akasiyana-siyana. Rimwe DVD ...
NDAPOTA hangu vachiri kufona panhamba idzi 0774 142 363 chiregerai henyu nekuti ndakawana wandaida. Musafone veduwe-e ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright