Blogs

10 years ago | June 9, 2014

Ticha haarange mwana: Minisita

MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti varairidzi havatenderwe kurova ...

Mukuru wechikoro akarikitwa

MUMWE mukuru wechikoro akazvindikitwa kunge nyoka yapinda mumba nemubereki mushure mekunge arova mwana wechikoro nezvibhakera.

A-LEVEL — MUBAIRO: Ndangariro dzaGeorge

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 4 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Vanokanganiswa nevana vachisvika kubva kwavainge vatumwa. ...

O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Muchineripi anorwisana naChandafira

Ticha Tichaziva CHITSAUKO 3 (Ongororo: Endererero mberi) Enzaniso tinodziona dzichishandiswa zvekuti. Tinobva tanyatsa ...

Presidential Scholarship: ‘Vadzidzi tichavabatsira’

HURUMENDE iri mushishi kutsvaga mari yekuti vadzidzi vari pasi pechirongwa chePresidential Scholarship Scheme vange ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke.

PANE NYAYA

SVONDO rega-rega vana vechikoro nezvikoro zvenyu munogona kuzvihwinira bhuku raIgnatius T. Mabasa rinonzi “IMBWA YEMUNHU”.

MADIMIKIRA NASEKURU MAN’ORO

MUTSIKA dzedu tine zviitiko nezviratidzo zvatinoti tasangana nazvo toti zvinoshura.  Mashura aya tinoatora sokuti ari ...

Duramazwi

MAMHEPO — Ichi chinogona kuve chirwere chinokonzerwa nekuroyiwa, chinoita kuti munhu apenge kana kurasa njere. Mamhepo ...

Zvikoro 2000 zvichavakwa

HURUMENDE ine hurongwa hwekuvaka zvikoro 2 056 munyika yose kuti zvinge zvichikwanirana nehuwandu hwevana.

DETEMBA TINZWE: Tsika dzaminamiswa

naShyleen Makona Tsika! Tsika! Tsika! Dzinodikanwa! Veduwe-e! tsika dzominamiswa. Vana vanhasi vorasikirwa noupenyu, ...

‘Izvi zvinoshamisa chokwadi!’

“IZVI zvinoshamisa,” mutevedzeri wegurukota rinoona nezvekubuditswa nekukushwa kwemashoko Cde Supa Mandiwanzira ...

Ndiri mukadzi ane makore 33

KUNE vose vaimbofona pa0713 799 609 ndinokutendai chiregedzai henyu kufona ndakamuwana wandaida chaiye. Ndinokutendai ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey