Blogs

4 years ago | December 18, 2019

HOKOYO! . . .

Tambo dzemagetsi dzakadonhera pamba iri munaKubvumbi Drive, kuZengeza 3, kuChitungwiza, husiku hwemusi weMuvhuro svondo ...

4 years ago | December 13, 2019

Marara pose pose kwete!

Chirongwa chino chakanangana nekuva neZimbabwe yakashambidzika, isina huchapa nezvirwere uye inoyevedza. Ngatibatsiranei ...

Musahwande mvura pasi pemiti

MVURA inotarisirwa kunaya yakawanda kumatunhu akasiyana enyika anosanganisira Manicaland, Masvingo, Midlands, Harare ...

4 years ago | December 6, 2019

Mvura iri kuuya – Met Dep

MVURA inotarisirwa kunaya kumatunhu akasiyana enyika anosanganisira Bulawayo Metropolitan, Matabeleland South, Midlands, ...

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri musikana ane makore 23, ndinoda mukomana ane makore 23 – 35. Nhare yangu 0784 583 483. ***** ...

4 years ago | November 22, 2019

Ngwarirai mvura ine dutu: Met Dept

Mvura inotarisirwa kubaya yakawanda zvikuru munyika yose kubvira neChitatu chino kusvika neChishanu. Matunhu ...

Tishamwaridzane

NDINOKUMBIRAWO veKwayedza kuti vese vaindifonera pa0773 985 245 ngavachirega havo ndakamuwana anondida. Ndave kutobika. ...

4 years ago | November 20, 2019

Kuchanaya mvura ine dutu: MET

MVURA inotarisirwa kunaya yakawanda zvikuru munyika yose kubvira neChitatu chino kusvika neChishanu. Matunhu ...

4 years ago | November 15, 2019

‘Tinoda kuti STEM isimudzire nyika’

ZVIDZIDZO zveScience, Technology, Engineering neMathematics (STEM) zvinofanira kubura nyanzvi dzinogadzirisa ...

ZIVA

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti tsoko kana kuti shoko.

Kuchengetedza vanhu mungano

SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo uyo watakatanga svondo rapera.

Zvinongoda gadziriro yakakwana

INO inguva yatakamirira kuuya kwegoho rebvunzo dzatakapedza gore rese tichigadzirira zvekuti hana dzedu dziri kuita ...

CHISHONA CHAKANAKA

VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai ...

4 years ago | November 8, 2019

Vana 7 000 vakamitiswa………. Mash Central ...

Muchaneta Chimuka VANA vanosvika chipo che7 000 munyika yose vanonzi gore rapera vakasiira chikoro panzira mushure ...

Mamiriro ekunze

KUNZE kunotarisirwa kunge kuine zuva uye kuchipisa zvikuru munyika yose kubva nemusi weChitatu. Kunyangwe zvazvo ...

Kunyora mazwi muhuzhinji

Ticha danga MUTAURO wedu wakapfuma chose uye unodadisa kana tichitevedzera mataurirwo awo akanaka. Tinozouvhiringidza ...

Tishamwaridzane

MAKADII? Ini ndiri mukadzi ane makore 29, ndinotsvakawo murume asiri pamushonga uye asina mukadzi. Mwana ndine 1, ...

Dzikisa sadza nederere

DERERE usavi hwakanaka chose sezvo richikwanisa kudyiwa nevanhu vemazera ose uye hariiswe mafuta izvo zvinoita kuti rive ...

Zvinodiwa pabvunzo

Munyaradzi Gunduza GADZIRIRO yebvunzo dzeUvaranomwe hweChiShona Zvakakosha kuti uite gadziriro yakasimba yekunyora ...

‘Ngwarirai pakugadzirwa misoro’

Daphne Machiri SANGANO rinomiririra kodzero dzevatengi, reConsumer Council of Zimbabwe (CCZ), riri kuyambira vanhu ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>