Tishamwaridzane

6 years ago | August 10, 2018

tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri mukadzi ari kutsvagawo murume anoda zvemba, ndine makore 30 nevana vatatu uye ndiri pamushonga asi ...

6 years ago | August 3, 2018

Tishamwaridzane

KWAYEDZA makadini? Kubva gore rapera ndichingotsvaga! Ndiri mukomana ane makore 36, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane ...

6 years ago | July 27, 2018

Tishamwaridzane

NDAPOTA ndinokumbira kuti vanhu vachirega kufona panhamba idzi 0783 695 117 nekuti zvandaida ndakazviwana. Ndinotenda ...

6 years ago | May 25, 2018

Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndinotsvakawo murume ari ...

NDIRI mukomana ane makore 26, HIV negative uye ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 23 anoda kuwanikwa. Andida ndibate ...

6 years ago | May 18, 2018

Ndiri mukadzi ane makore 32 nevana 2, ndinotsvakawo murume ...

MAKADII? Ndoda kukutendai nekubuditsa tsamba yangu kwamakaita ndichitsvaga murume akanaka. Ndotenda ndakamuwana tatova ...

6 years ago | May 11, 2018

tishamwaridzane

NDIRI murume ane makore 40. Ndiri kutsvaga mudzimai wekuroora ari pachokwadi ane makore 30 kusvika pa37. Handisi ...

6 years ago | May 4, 2018

Tishamwaridzane

NDINOTENDA ndakamuwana wangu kuburikidza nechirongwa chenyu saka vachiri kufona pa0779 203 075 chiregerai.

6 years ago | April 27, 2018

Tishamwaridzane

MAKADII veKwayedza? Ndinokutendai makandibatsira kuti ndiwanewo anondida saka vari kuramba vachifona apa 0778 701 154 ...

6 years ago | April 13, 2018

Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana

MAKADII veKwayedza? Ndinotenda makaita basa, ndakawana wandaida. Ndinoti vose vachiri kufona pa0734 918 964 chiregerai ...

6 years ago | April 6, 2018

Tishamwaridzane

MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana 1, ndinotsvagawo murume ane makore 28 – 32 ane mwana ...

6 years ago | March 30, 2018

Tishamwaridzane

VETISHAMWARIDZANE makaita basa, ndakazomuwana wandaida akatouya kumba saka vachiri kufona pa0777 514 195 chiregai. ***** ...

6 years ago | March 23, 2018

TISHAMWARIDZANE

NDOKUTENDAI veKwayedza, vese vaifona pa0718 918 303 chiregai zvenyu. Ndakamuwana love wangu. ****** Ndiri murume ane ...

6 years ago | March 16, 2018

Ndotsvagawo murume wekuwadzana naye ane makore 39 – 45

MAKADII? Ndiri mudzimai ane makore 42 nevana vatatu, ndinotsvagawo murume anodawo zvemba uye anoda kuti tinoongororwa ...

7 years ago | December 9, 2016

Ini ndiri mukadzi ane makore 26 nemwana 1, ndiri mutsvuku, murefu ...

NDIRI mukomana ane makore 29, ndinotsvaka musikana wokuroora ari pachokwadi asina chirwere ane makore 25 zvichidzika. ...

7 years ago | November 25, 2016

Ndiri mukomana ane makore 26 okuberekwa, ndakambonyorera ...

MAKADII veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 26 okuberekwa, ndakambonyorera kuchirongwa chino ndakasangana nematsotsi ...

8 years ago | August 12, 2016

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 24 nevana vaviri ...

NDIRI murume ane makore 27 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 27 zvichidzika ane twunhu twake kana akava nevana hapana ...

8 years ago | June 3, 2016

NDINOTENDA veKwayedza, vaimbofona pa0779 135 213 chiregai ...

NDINOTENDA veKwayedza, vaimbofona pa0779 135 213 chiregai ndakamuwana wangu anondida. Makaita basa. ******

8 years ago | May 20, 2016

Ndiri musikana ane makore 18 ndodawo mukomana wekushamwaridzana ...

MAKADII veKwayedza? Ndinotenda nechirongwa chenyu ndakawana wandaida saka vamwe varume chirega henyu kufona pa0774 868 ...

8 years ago | April 22, 2016

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40 nevana 2 ...

MAKADII veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 3, HIV positive uye ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ari ...

8 years ago | March 18, 2016

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 41 nevana 2 . . .

MAKADII zvenyu? Ndiri mudzimai ane makore 42 nevana vatatu ndinotsvagawo murume ari pachokwadi nemba ane makore 45 ...