Tishamwaridzane

9 years ago | April 10, 2015

Ndiri musikana ane makore 17 okuberekwa uye ndinotsvagavo shamwari

NDIRI murume ane makore 48, HIV positive uye ndinotsvaka shamwarikadzi ine makore 45 zvichikwira akarongeka ari positive ...

9 years ago | March 20, 2015

Tishamwaridzane

Ndiri mukomana ane makore 21 ndiri kutsvagawo musikana ari kuda zvekuroorwa. Ari pachokwadi  ngaandibate pa0775 891 637.

9 years ago | March 13, 2015

Tishamwaridzane

Ndiri murume ane makore 32 nemwana mumwe, ndinoshanda muHurumende uye ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane mwana ...

9 years ago | February 20, 2015

Ndiri mudzimai ane makore 29

CHIREGERAI zvenyu kufona pa0712 038 168 nekuti ndakamuwana wandaida ane mazirudo. Kutenda kukuru kunemi veKwayedza ...

9 years ago | February 13, 2015

Kutsvaga shamwari dzokufambidzana nadzo

MAKAITA basa nechirongwa chenyu veKwayedza chinobatsira chokwadi, vose vaifona pa0715 213 818 nepa0771 861 116 ...

9 years ago | February 5, 2015

Ndinotsvagawo murume anoda kuroora ari pachokwadi ...

INI ndiri murume ane makore 31 ndinotsvaga mukadzi akavimbika ane makore 26 kusvika 30 anodawo zvemba nekusimukira ...

9 years ago | January 23, 2015

NDIRI kutsvagawo mukadzi ane makore 26

NDIRI kutsvagawo mukadzi ane makore 26 zvichidzika, ini ndine makore 30 nevana 2. Nhamba dzangu idzi chero nguva 0774 806 180.

9 years ago | January 9, 2015

NDIRI murume ane makore 40

NDIRI murume ane makore 40 ndiri kutsvaga mukadzi ane makore 40-45 akasimba uyo anoti haasi kupfimbwa. Ngatumire sms ...

9 years ago | December 18, 2014

Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana 1, ndakarambana nemurume

NDIRI murume ane makore 38 nevana vaviri, ndozviitira mabasa emawoko uye ndinotsvakawo mudzimai ane makore 23-38. ...

9 years ago | December 13, 2014

Tishamwaridzane

MAKADII? Ndiri mukomana ane makore 30  ekuberekwa ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye. Anoda ngaandibate ...

9 years ago | December 5, 2014

Ndine makore 40 nemwana mumwe

TINODA kukuzivisai kuti vose vaimbofona pa0775 515 535 chiregerai, tatenda. *****

9 years ago | November 28, 2014

Ndinonzi Shephard ndine makore 30

MAKADII? Ini ndiri mukadzi ane makore 32 nemwana mumwe chete ndinotsvagawo murume ane makore 35 kusvika 40 asi varume ...

9 years ago | November 14, 2014

Ndiri musikana ane makore 22 okuberekwa ndinotsvagawo mukomana

NDAPOTA vanhu ngavarege kufona panhamba dzinoti 0773 274 384 nekuti ini handizi kutsvaga mudikani uye ndiri muwanano ...

9 years ago | November 7, 2014

Ndiri mudzimai ane makore 35

MAKADII veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 40 ndiri kutsvaka mukadzi ane makore 35 kusvika 39 anoda zvekuroorwa ari ...

9 years ago | October 31, 2014

Ndiri mukadzi ane makore 20

MAKADII veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 23 nemwana 1 ndinotsvagawo mukadzi wekuroora, handina chirwere. ...

10 years ago | October 17, 2014

Ndiri mukomana ane makore 24

KO makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 28 ekuberekwa ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora asi varume ...

10 years ago | October 3, 2014

Ndiri mukomana ane makore 27

MAKADINI veKwayedza? Ndinotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 28 – 35 ane mwana 1 kana asina. Ini ndine makore 40 ...

10 years ago | September 26, 2014

NDINE makore 49 ndinodawo murume ane makore 50

NDINE makore 49 ndinodawo murume ane makore 50 – 55 ari HIV negative. Nhare dzangu 0734 173 876. ******* Ndiri ...

10 years ago | August 29, 2014

Ndiri mukomana ane makore 24

MAKADII veKwayedza? Makaita basa ndakamuwana wandaida nekudaro vaifona pa0733 813 867 ngavachirega havo. Ndatenda hangu. ...

10 years ago | August 21, 2014

Ndiri mukomana ane makore 29

MAKADII henyu? Ini ndinogara kuDurban kuSouth Africa, ndiri musikana asina kumboita mwana kana kuroorwa. Ndinoda murume ...