Ngoma Nehosho

6 years ago | November 24, 2017

‘Mhanzi yezvinyadzi bodo’

Abel Ndooka — MUIMBI weSungura ane mukurumbira, Mitchell Jambo, anoti mhanzi yave kuridzwa nevamwe vaimbi mazuva ...

6 years ago | November 10, 2017

Handiperi zvekumhanya: Marabha

Malven Mugadzikwa — SHASHA yekuekita mitambo yemadhirama – Charles Mirisi ‘Marabha’ Mupalume – anoti ...

6 years ago | October 27, 2017

Rev Chivaviro afunga matongo

Malven Mugadzikwa — MUIMBI wenziyo dzechitendero ane mukurumbira, Reverend Togarepi Chivaviro, anoti ane hurongwa ...

Muimbi obatsira nherera

Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo weSungura – Lovemore Muzondiwa wechikwata cheMbarura Express – anoti ...

7 years ago | October 13, 2017

Mukwamba adzokazve

Kingstone Mapupu — PATRICK Mukwamba (69) – uyo akamboita mukurumbira munyika muno nekambo kanonzi “Wapenga ...

7 years ago | October 6, 2017

‘Vechidiki siyanai nezvinodhaka’

Malven Mugadzikwa — MUIMBI ari kusimukira mumusambo weZimfusion – Kudzie Savanhu – anoti vechidiki ...

Kudire doro remakoto

APA taakude kuphanda ngekudire doro riya retabika. Tomboti doro redu riya raibva muhari, asharuka emuganga anouya ...

7 years ago | September 29, 2017

Mhanzi yangu ndeyezodzo: Pfukwa

Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo wechitendero ari kusimukira, Faith Pfukwa, anoti chishuwo chekuparidza shoko ...

7 years ago | September 22, 2017

Zvemadhirama zviri muropa: Muchaneta

SHASHA yemitambo yemadhirama nekuimba Kessia “Muchaneta” Musonda anoti kushanda nesimba uye nekuziva Mwari ndiko kwaita ...

7 years ago | September 15, 2017

Zim-dancehall: Zvinyadzi bodo

Malven Mugadzikwa — SHASHA yeZim-dancehall, Providence “Gunnet Pee” Muganiri, anoti vaimbi vemusambo uyu ...

kapfupi opotera kun’anga

— ‘Nhamo yanditamba tsvina’ — ‘Zviri zvangu zvazonyanya’ Kingstone Mapupu — MUIMBI ane mukurumbira uye ...

7 years ago | September 8, 2017

Ndini mambo weRhumba: Bitumba

Abel Ndooka — MUIMBI weRhumba, Wel- lington Maruta – uyo vazhinji vanoziva saDr Bitumba – anoti ...

7 years ago | September 1, 2017

Aphiri akabura zvitsva

Lizzy Mushoriwa — MUTAMBI wemadhirama ane mukurumbira Jefrey “Aphiri” Chogugudza anoti adzoka zvine mutsindo ...

7 years ago | August 18, 2017

Shuramurove adzoka mudariro

Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo we- Afro-fusion, Chenjerai Shuramurove Maviki, uyo vazhinji vanoziva saShuramurove ...

7 years ago | August 4, 2017

Mai Charamba vouya nezvitsva

Malven Mugadzikwa — MAI Olivia Charamba vadzokazve mudariro.Muimbi ane mukurumbira mumusambo wechitendero uyu auya ...

Chirandu ovhura studio

Abel Ndooka — MUIMBI wemusambo weAfro-fusion neJazz Tongai ‘Chirandu’ Tarubona akavhura studio muguta reHarare iyo ...

Misande ngechiNdau

TINOZIYA teshe kuti goko rinorya anhu. Anhu anodarika ngepo pazambukoro. Sakei kuzoti tama uripo pazambukopo ngwena woye!

7 years ago | July 28, 2017

Cde Chinx vorangarirwa

Abel Ndooka — MWANAKOMANA wemukoma wemushakabvu anove gamba rehondo yeChimurenga – Cde Dickson ‘Chinx’ ...

Chikwata chotsvaga rutsigiro

Kingstone Mapupu — CHIKWATA chevaimbi vechidiki vari kusimukira chemusambo weZim-dancehall cheStreet Vibezz ...

7 years ago | July 21, 2017

Mhanzi inotoda wakadzidza: Chibhodhoro

Abel Ndooka — SHASHA inozivikanwa munyaya dzemhanzi nekuridza ngoma, John ‘Chibhodhoro’ anoti munhu kana achida ...