Ngoma Nehosho

7 years ago | July 7, 2017

Vechidiki vosimudzirwa

Daphne Machiri — SANGANO rakazvimirira reHard Mashona Arts and Culture rosimudzira vechidiki vane matarenda ...

Musagarire mawoko: Mugobo

Malven Mugadzikwa — MUIMBI weSungura ari kusimukira, Charles Mugobo, wechikwata cheNgoma Express anoti vechidiki ...

7 years ago | June 30, 2017

Ndiripowo pamamonya ipapo: Dj Kevie

Malven Mugadzikwa — SHASHA yemusambo weHip Hop neRnB, Calvin ‘DJ Kevie’ Makanyaire, anoti haazi kuzodzokera ...

7 years ago | June 23, 2017

Handisati ndapera: Mai Sorobhi

Abel Ndooka — SHASHA yakambonetsa zvikuru mumitambo yemadhirama aisetsa pamwe nekudzidzisa zvehupenyu, Rhoda ...

7 years ago | June 9, 2017

Simudzirai jazz: Piyo Matosie

Abel Ndooka — VAIMBI veJazz vokurudzirwa kubatana mukusimidzura musambo uyu kuburikidza nekuita mashoo uye ...

7 years ago | May 26, 2017

Peter Moyo akabatsira chikoro

Abel Ndooka — MUIMBI Peter Moyo anoti ane chishuwo chikuru chekusimudzira dzidzo yevechidiki sezvo vari ivo ...

‘Koshesai tsika dzechivanhu’

Muchaneta Chimuka — GURUKOTA rebazi rinoona nezvekusimudzirwa kwemaruwa nekuchengetedzwa kwetsika dzechivanhu ...

7 years ago | May 12, 2017

Zvemadhirama zviri muropa: Bhutusi

Abel Ndooka — SHASHA yekubika pamwe nekuekita mitambo yemadhirama anosetsa zvikuru – Admire ‘Bhutusi’ ...

7 years ago | May 5, 2017

Lazie Jnr orumbidza Chimombe

Abel Ndooka — MUIMBI weJazz – Lazarus Manengureni – uyo anonyanya kuzivikanwa saLazie Jnr, anoti ...

Musashungurudze vana: Papa Sodza

Abel Ndooka — SHASHA yemusambo weSodza Music, Walter ‘Papa Sodza’ Sonayi, anoti anorwadziwa zvikuru kuona vana ...

7 years ago | April 28, 2017

Pairesi inoda kurongerwa: Chivaviro

Malven Mugadzikwa — SHASHA yenziyo dzechitendero – Reverend Togarepi Chivaviro – vanoti zvakakosha ...

Shonhiwa haazi kumira

Abel Ndooka — MUIMBI ari kusimukira munziyo dzechitendero — Martha Shonhiwa — anoti kuziva Mwari pamwe ...

7 years ago | April 14, 2017

‘Zvekuimba zviri mudzinza’

Abel Ndooka — MUSHAKABVU James “The Bindura Lion” Chimombe muimbi aive nemukurumbira zvikuru munyika yeZimbabwe.

7 years ago | April 7, 2017

‘Ngatichengetedzei tsika dzechivanhu’

Malven Mugadzikwa — MUIMBI ari kusimukira mumusambo weMbende Jerusarema — Rishon Murandu — anoti nziyo dzake ...

7 years ago | March 31, 2017

Kapfupi akabirwa gitare

Kingstone Mapupu — MUIMBI ane mukurumbira uye ari nyanzvi zvakare munyaya dzemadhirama — Freddy ‘Kapfupi’ ...

Dopiro reJazz roitwa

Abel Ndooka — VAIMBI vemisambo yejazz neclassical music vekunyika dzinosanganisira Germany, Turkey, Brazil, ...

7 years ago | March 24, 2017

Ndine rudo, handina nungo – Sokostina

Abel Ndooka — MUTAMBI wemudhirama rinosetsa rinonzi Muchaneta — Tendai Garwe — uyo vazhinji vanomuziva nezita ...

7 years ago | March 17, 2017

‘Tipeiwo mukana’

Malven Mugadzikwa — CHIKWATA chine mukurumbira wenziyo dzechitendero cheVadzidzi Vekutanga chinoti chishuwo chavo ...

Pairesi yandirozva: Kumene

Abel Ndooka — MUIMBI weSungura — Lucky Kumene — ari kuchema-chema zvikuru pamusoro pekutengeswa kwedambarefu rake ...

7 years ago | March 3, 2017

Kapfupi akakuvara mutsaona

Kingstone Mapupu — MUIMBI ari zvakare mutambi wemusara (madhirama), Freddy “Kapfupi” Manjalima, akakuvara mutsaona ...