Abel Ndooka — CHIKWATA chine mukurumbira wekubika madhirama nemafirimu cheNgoma Yorira Theatre chinoti ...
Abel Ndooka — KUTANGA svondo rino bepanhau reKwayedza – pano neapo – richange richikupai nhoroondo ...
Malven Mugadzikwa — CHIKWATA chine mukurumbira wenziyo dzechitendero cheVadzidzi Vekutanga chinoti bhosvo ...
Abel Ndooka — MUIMBI wehip-hop — Victor Chatikobo — uyo anonyanya kuzivikanwa saVictor, anoti kugara kwaaita ...
Malven Mugadzikwa — MUIMBI ane mukurumbira munziyo dzechitendero — Reverend Togarepi Chivaviro — vanoti vanoda ...
Abel Ndooka — MUIMBI weSungura — Brian Samaita — anoti kushanda kwaakaita naAgatha Murudzwa padambarefu rake riri ...
Abel Ndooka VAIMBI vane mukurumbira vokurudzirwa kuti vabatsire pamwe nekutsigira vamwe vechidiki vachiri kusimukira ...
YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...
Abel Ndooka MUIMBI wemusambo wesungura ari kusimukira, Knowledge Sangurani, anoti indasitiri yezvemimhanzi inoda ...
CHINGWA chechimodho icho chinobikwa negorosi chinonaka uye chinogutsa zvikuru, kunyanya kuvanhu vanoshanda mabasa makuru ...
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu, uyo ane mukurumbira mumusambo weZim-dancehall, ndiani.
MUIMBI weSungura ane mukurumbira, Sam Mabukwa (40), anoti zvakakosha kuti vanhurume vazvibate panyaya dzepabonde uye ...
AIMBOVE mutepfenyuri wezvirongwa zvakasiyana kuZIFM, Farai Gwaze, ave kushandira nhepfenyuro itsva yeCapitalk 100.4FM ...
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu, uyo ane mukurumbira mumusambo wechitendero munyika muno ...
MUIMBI wenziyo dzechitendero, Zet Mundhluri, anoti zvakakosha kuti vaimbi vabatane mukutsikisa nziyo nedonzvo rekusimudzirana.
Malven Mugadzikwa— MUIMBI ane mukurumbira munziyo dzechitendero, Pastor Olinda Marowa-Ziwenga, vanoti zvakakosha ...
MUTUNGAMIRI wekereke yeEbenezer Church in Zion, Bishop Lovemore Muzondiwa – avo vanovazve muimbi wemusambo ...
MUIMBI wesungura ari kusimukira, Maxwell Khumalo, anoti nguva yake yekuzunguza indasitiri yemhanzi yasvika sezvo achiti ...
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu, uyo ane mukurumbira mumusambo weAfro-fusion kana kuti Jazz, ...
MUIMBI wechidiki ari kusimukira wemuguta reHarare anoti zvakakosha kuti vabereki vatsigire zvipo zvakasiyana zvevana ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright