Ngoma Nehosho

8 years ago | October 21, 2016

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi ane mukurumbira mumusambo wechitendero munyika muno ...

Boys dzeSimoko dzadzoka nemoto

CHIKWATA chekumbonetsa nemushakabvu System Tazvida cheBoys dzeSimoko chadzoka mudariro zvakare uye chiri kutarisira ...

8 years ago | October 14, 2016

TISHAMWARIDZANE

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

‘Musaite Dzungu’

Muchaneta Chimuka CHIKWATA cheMhondoro Arts Group chakabura mutambo mutsva wedhirama unonzi “Dzungu” uyo une dzidziso ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu, uyo ane mukurumbira mukuimba musambo wechitendero munyika ...

8 years ago | October 7, 2016

‘Vaimbi dzidzai kuMorgan Heritage’

PUROMOTA weshoo yeMorgan Heritage — Kudzai Matondo — uyo anozivikanwa saDee Nosh we2 Kings Entertainment okurudzira ...

8 years ago | September 30, 2016

‘Mahachi aenda nenyika’

MUIMBI wemusambo wechitendero, Tatenda Mahachi, anoti ari kunzwa manyukunyuku zvikuru neDVD rake idzva rinonzi ‘The ...

8 years ago | September 23, 2016

Makuwerere kudopiro reChibuku

KUCHANGE kuri kumakuwerere svondo rino nemusi weMugovera paGlamis Arena muguta reHarare uko zvikwata 10 zvemagitare ...

‘Vaimbi vandudzai mabasa enyu’

SANGANO reNational Arts Council of Zimbabwe rinoti zvakakosha kuti vaimbi vavandudze mabasa avo nekuita mamwe ...

8 years ago | September 16, 2016

Bitumba ari mudenga rechinonwe

SHASHA yemusambo weRhumba, Wellington ‘Dr Bitumba’ Maruta, akagara mudenga rechinomwe zvichitevera kutambirwa kuri kuita ...

Masike osimudzira vanasikana

Shelton Muchena MUIMBI ane mukurumbira wekuridza mbira nehosho mumusambo weAfro-fusion, Hope Masike, osimudzira ...

8 years ago | August 19, 2016

Harimedi oraira vechidiki

Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzeChimurenga ari kusimukira, Howard Garan’anga Harimedi, akaparura dambarefu rake rekutanga ...

‘Vanamati ngwarirai kurozvwa nevanyengeri’

Malven Mugadzikwa VANAMATI voyambirwa kuti vangwarire kunyengedzwa nemamwe maporofita nevatungamiriri vemachechi avo ...

TISHAMWARIDZANE

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) ...

Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu, uyo ane mukurumbira mumusambo wechitendero, ...

Sadza ‘rinofamba’ nederere

DERERE rechipudzi “rinofamba” zvikuru nesadza zvekuti munhu anozokaruka apedza mukonde nenguva isipi, anakirwa. VaGibson ...

8 years ago | August 12, 2016

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino ane mukurumbira mumusambo ...

Vakaparura mutambo wekuchenjedza vanasikana

CHIKWATA chevatambi vari kusimukira mune zvemadhirama chakaparura mutambo wekuchenjedza vanasikana kuti vangwarire ...

8 years ago | August 5, 2016

Batsirai Todanashe

CHIKWATA chevechidiki vari kusimukira mumusambo wechitendero cheTodanashe chekuMhondoro-Ngezi chotsvaga rubatsiro ...

Ndave chigondora: Gasa

MUIMBI weSungura, Romeo Gasa, anoti asamhuka munyaya dzemimhanzi sezvo ave kukwanisa kuita mashoo akazvimiririra ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>