Ngoma Nehosho

1 year ago | March 16, 2023

Gore rino nderangu: Muroti

Abel Ndooka MUIMBI—Blessing “Muroti” Gomo — otsidza kuti gore rino hakuna mumwe achabika vhidhiyo rakanaka serake iro ...

1 year ago | March 15, 2023

Madzimai oimba pamwe chete

Abel Ndooka SANGANO revaimbi vechidzimai vechitendero, reZimbabwe Female Gospel Artist Association (ZFGA), rakaparurwa ...

1 year ago | March 9, 2023

‘Vaimbi vechikadzi tava kuonekwawo’

Abel Ndooka MUIMBI wechitendero – Roe Makawa – anoti mazuva ano madzimai vari mune zvemimhanzi vave kurangarirwa ...

Chari-Chiimba oparidza nenziyo

Muchaneta Chimuka MUIMBI wechitendero ari kusimukira – Lindiwe Chari-Chiimba – uyo pari zvino ari kugara kunyika yeSouth ...

Nyanduri okurudzira mitauro yemuno

Abel Ndooka NYANDURI ane mukurumbira arizve muimbi – Takudzwa ‘VaChikepe the Poet’ Chikepe – akatsikisa kambo katsva ...

1 year ago | March 1, 2023

Handisi kumira: Zee

Abel Ndooka MUIMBI wechitendero, Mary Zinyimo, – uyo vazhinji vanonyanya kuziva saZee VokwaMhiribidi – anoti haasi ...

1 year ago | February 28, 2023

Vaimbi vechikadzi voparidza rudo

Abel Ndooka SANGANO remubatanidzwa wevaimbi vechidzimai reZimbabwe Female Gospel Artist Association (ZFGA) rakatsikisa ...

1 year ago | January 29, 2023

Rev Chivaviro abura zvitsva

Malven Mugadzikwa MUIMBI wechitendero ane mukurumbira, Reverend Togarepi Chivaviro, abura dambarefu idzva rinonzi Famba ...

1 year ago | January 16, 2023

Tryson aendeswa muchipatara nekudhakwa

Latwell Nyangu MUIMBI weDendera, Tryson Chimbetu, anogona kurasika gwara zvichitevera nyaya dziri kutenderera dzekuti ...

1 year ago | January 10, 2023

Masimba Edenga yonyaradza vane misodzi pamatama

Abel Ndooka CHIKWATA chemusambo wechitendero cheMasimba Edenga chobatana nekambani yeNyaradzo Group izvo zviri kuona ...

Ndakapotsa ndafa: Muimbi Tasara

Abel Ndooka MUIMBI wechitendero – Tichaona Tasara – ari kupembera kusvitsa makore maviri ari mufundisi nekubura ...

1 year ago | January 4, 2023

‘Shinga munhukadzi shinga’

Abel Ndooka SHASHA yemadhirama – Talent Mazenge – anoti kunyangwe upenyu huome sei, vanhukadzi vanofanirwa kushingirira ...

1 year ago | December 30, 2022

Ndaifunga kuti ndave kufa: Tin Tin

Sibongile Ndiweni SHASHA yemadhirama, Tinopona “Tin Tin” Katsande, anoti akange ofunga zverufu paakatanga ...

1 year ago | December 14, 2022

Mwana (9) atsikisa kambo

Abel Ndooka KASIKANA kane makore mapfumbamwe ekuberekwa – Maryllamah ‘Maryam’ Jawad – kaburitsa kambo kako kekutanga ...

Imbai nziyo dzerudo: Dee Swag

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-Pop – Dumisani Dube – uyo vazhinji vanonyanya kuziva saDee Swag, anoti zvakakosha kuti vaimbi ...

Mai TT ony’ura muzvikwereti

Talent Mahanya FELISTAS “Mai TT” Murata ari kuvimbisa vanhu kuti achabhadhara zvikwereti zvaanazvo. Anoti ...

1 year ago | December 8, 2022

Puromota otsigira vaimbi vari kusimukira

Abel Ndooka PUROMOTA ari kusimukira — Courage Zireva — obatsira vaimbi vachangotanga kuita zvemagitare nechinangwa ...

Kumene ouya ne’Karimubhokisi’

Abel Ndooka MUIMBI wemusambo weSungura ane mukurumbira – Lucky Kumene – achaparura dambarefu rake rechishanu rinonzi ...

Levels naShashl vaita ma’talks’

Arron Nyamayaro MUBIKI wemimhanzi weChillspot Records, Tafadzwa ‘Levels’ Kadzimwe, nezuro akatora mukana ...

Tatelicious adzingwa kuSA

Blessed Katiyo ari kuJOHANNESBURG TATELICIOUS Karigambe, uyo aner mbiri pasocial media, akadzingwa munyika yeSouth ...