MUIMBI ari kusimukira uyo ane mukurumbira zvakare wekuekita mumadhirama, Bornface Muropa (38) anozivikanwa nezita rekuti ...
NDINOGARA munyika ino, asi ndine imwe nyika yandinonzvenga ndichinopinda nguva zhinji. Nyika iyoyo inyika yaMwari, uye ...
VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudzei kuti munhu uyu, uyo anove muimbi wechidiki ane mukurumbira ndiani. Vaverengi ...
VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino anove muimbi ane mbiri ndiani.
NDINOFUNGA kuti Noah paakazobuda muareka akanga aneta nekugaramo. Imbozvifunga iwe nhasi uno kurwadza kunoita kugara ...
VAVERENGI, femberai tinone, kuti munhu uyu, uyo anova muimbi ane mbiri ndiani. Vaverengi vekutanga vashanu vachakwanisa ...
MUIMBI wesungura ari kusimukira, Tendai ‘Dotcom’ Chipara, uyo anotungamirira chikwata cheRamangwana Musica, oramba ...
PANE mumwe murume akapotsa arumwa nezimhakure rimwe gore tiri kumusha. Akatadza kuona zinyoka iri rakanga rakasimudza ...
TSVIRIYO TSVIRIYO! . . . Chirongwa cheKwayedza Fembera-fembera Tione chiri kukura uye chichiita mukurumbira nevaverengo ...
Ignatius Mabasa KUNE vanhu vane shungu dzinotyisa. Vanhu vasingazorore kusvika vawana zvavari kuda kana kuti zvavari ...
VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ...
CHIKWATA chemimhanzi chevakomana vachiri kusimukira cheLion’s Den Stars chekuChinhoyi chaomerwa neupenyu sezvo nhengo ...
VAVERENGI, femberai tione, kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mbiri, ndiani. Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya ...
SVONDO rakapera ndakati kana wivhi yabviswa kunosara vhudzi chairo. Wivhi painenge yave kubviswa, inenge ichiimba kuti ...
VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu, uyo anove muimbi ane mukurumbira, watakaburitsa papeji ...
ZVIMWE zvinhu zvinoshaisa vanhu hope zvinoshamisa. Pane murume akadzendemura zimba rinotyisa muHarare umu, asi nhamo ...
VAVERENGI tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu, uyo anove muimbi ane mukurumbira ndiani. Pane maDVD mashanu ...
CHIKWATA cheAlcoz Disciples, icho chiri pasi pesangano reAlbino Charity Organisation of Zimbabwe, chakabura dambarefu ...
CHIIKO chiri kumboitika nerudo munyika yerudo? Ndasvika paJoina City nguva dzave kuma quarter to tsvaa. Ndanzwa tsitsi ...
VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti munhu watakaburitsa papeji rino ndiani. Takati munhu uyu muimbi ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright