NHAU DZEKUMATARE

3 mins ago | April 15, 2024

Ndatorerwa imba nanyachide: Vahosi

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wekuDomboshava anoti ari kutambura nevana mushure mekudzingwa pamba paakavaka nemurume ...

4 days ago | April 11, 2024

‘Tose tiri pfambi dzemurume uyu’

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wekwaMutare anoti ari kuoneswa pfumvu neshamwarikadzi yechikomba chake uyo anoenda ...

‘Kutodanana nemukadzi wangu? Ziva kuti chivanhu chiriko’

Phillipa Mukome Chinhoi MURUME wemuHarare anoti ave kutyira upenyu hwake pamwe nebasa rake sezvo mumwe murume ari kuuya ...

6 days ago | April 9, 2024

‘Murume anondidaro nekuti ndiri bofu’

Phillipa Mukome Chinhoi MUMWE mudzimai anove bofu anoti ashaiswa rugare nemurume wake uyo anopedza gore rose asiri pamba ...

2 weeks ago | March 31, 2024

‘Handibvise rendi paimba yababa vangu’

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare akazvuzvurudzira mwanakomana wake nemuroora kudare reHarare Civil Court ...

‘Muvakidzani anonditi ndiri chitunha’

Phillipa Mukome Chinhoi MUMWE musikana akachema-chema mudare reHarare Civil Court achiti aneta nekutukwa nemudzimai ...

3 weeks ago | March 26, 2024

‘Amai vangu muri pfambi, ndoda kukuurayai’

Phillipa Mukome Chinhoi CHEMBERE inogara kuWestern Triangle, muHarare, yakademba mudare reHarare Civil Court ichiti ...

Anorova mukadzi zvose namai vake

Phillipa Mukome Chinhoi MUMWE mukadzi anoti haachada chikomba chake nekuti chine katsika kekumuzvambaradza kumurova ...

4 weeks ago | March 20, 2024

‘Mwana anoda kundipisira mumba’

Phillipa Mukome Chinhoi MURUME wemuHarare anoti ari kutyira upenyu hwake nekuti mwanakomana wake anogara ...

4 weeks ago | March 19, 2024

‘Imimi kuita amai vangu? Handikuzivei ini’

Phillipa Mukome Chinhoi MURUME anogara kuCrowborough, muHarare, akakatyamadza vanhu vaive mudare reHarare Civil Court ...

1 month ago | March 8, 2024

Michael Jackson asungwa arova mushandi wepachipatara

Fungai Lupande ari kuBINDURA MAGADHI epaBindura Provincial Hospital amiswa mudare reBindura Magistrate Courts nemhosva ...

1 month ago | March 6, 2024

Mwedzi miviri vachangoroorana . . . ‘Mukadzi akanyikwa ...

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI anogara kuBelvedere, muHarare, anoti haachada murume wake kwangopera mwedzi miviri ...

Imhosva kugezera murwizi kuNyanga

. . . Mudzimai aripiswa huku 2 . . . Apotsa abvisiswa mombe Tendai Gukutikwa MUDZIMAI wekuNyanga akaripiswa huku mbiri ...

1 month ago | March 5, 2024

Nyakutengesera vana doro apotserwa mujeri

Yeukai Karengeza MURUME wekuMbare – nyakutengesera doro kuvana gumi vane makore ari pakati pemashanu negumi nerimwe ...

‘Hanzvadzi yangu inotengesa mbanje’

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wemuHarare akaendesa hanzvadzi yake kudare reHarare Civil Court achiti aneta kugara ...

2 months ago | March 1, 2024

Apwatika kuseka mudare

Phillipa Mukome Chinhoi MURUME anogara kuMbare, muHarare, akashamisa vanhu apo akatanga kupwatika kuseka mudare reHarare ...

‘Anorova vana vari musvo’

Phillipa Mukome Chinhoi MUDZIMAI wekuRuwa anoti haadi zvachose kuona aimbove murume wake achisvika pamba paanogara ...

2 months ago | February 25, 2024

‘Chikomba chedu tose tiri 2’

Phillipa Mukome-Chinhoi MUMWE mudzimai akachema-chema mudare achiti ari kushaiswa mufaro neshamwarikadzi yechikomba ...

2 months ago | February 24, 2024

Muzukuru adimbura tete musoro nedemo

Liberty Dube MURUME wekuBuhera ane makore 25 ekuberekwa achapedza hupenyu hwake hwese ari mujeri mushure mekubatwa ...

2 months ago | February 19, 2024

Baba kuvheneka mwanasikana humhandara?

Fungai Lupande MURUME ane makore 36 okuberekwa wemumusha waMakoni, kuMuzarabani, kudunhu reMashonaland Central, ...