NHAU DZEKUMATARE

6 years ago | December 1, 2017

ambuya vorova mukuwasha

— Vakandiruma bendekete’ Gamuchirai Muzanenhamu — SAMUSHA vekuendeswa kudare neaimbove mudzimai wavo ...

Mwana wekutyorwa ruwoko naticha: Nyaya yakangomira

Kingstone Mapupu — MWANASIKANA wepachikoro cheSaruwe Secondary School, kuSelous, uyo wekuti akarohwa nemudzidzisi ...

Mubairo wekudanana nemukadzi wemunhu

Gamuchirai Muzanenhamu — SAMUSHA vekupomerwa kuita meso-meso ndokudanana nemudzimai wemuridzi vakazopotera kudare ...

Mukadzi anobviswa bhurugwa pajekerere

Lizzy Mushoriwa — MUMWE mukadzi akabongomora mhere mudare achiti murume wake ane tsika yekumubvisa bhurukwa ...

$5 yemwana pamwedzi

Lizzy Mushoriwa — VANHU vaiva mudare vakashamisika nemumwe murume anoti anokwanisa kubvisa $5 chete pamwedzi ...

6 years ago | November 24, 2017

Vavakidzani vopumhana huroyi

Lizzy Mushoriwa — YAKAVE batai batai mudare redzimhosva apo vavakidzani vakaudzana makobvu nematete mushure ...

Okiira mukadzi chimbuzi

Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE mudzimai anoti ari kuoneswa ndondo nemurume wake uyo anosvika pakumukiira chimbuzi ...

6 years ago | November 17, 2017

Weti yamadhamu kupe!

—‘Ndakakudira kamwe chete’ — ‘Unonyanya kuita chipfambi’ Lizzy Mushoriwa — PANE murume ari ...

Adzimai pfacha baba vari musvo kushamwarikadzi

Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare redzimhosva vakashaya neremuromo apo mumwe mukadzi anoti akabatikidza murume ...

Votsvukisirana maziso mudare

Gamuchirai Muzanenhamu — MADZIMAI maviri akatsvukisirana maziso mudare redzimhosva apo mumwe aipomerwa kufurira ...

N’anga ‘yeBluetooth’ yakachenurwa

Muchaneta Chimuka — N’ANGA ine mukurumbira kuNorton yakazopotera kudare raMambo Chivero, kuMhondoro mushure ...

Madzibaba akabata kasikana chibharo

Muchaneta Chimuka — MUPOROFITA wekuChitungwiza svondo rapera akamiswa mudare reko akatarisana nemhosva yekubata ...

6 years ago | November 10, 2017

Vonetserana shuga, wigi

Gamuchirai Muzanenhamu — MADZISAHWIRA vatosvorana mushure mekunge mumwe anyimwa chikwereti cheshuga mutuckshop, ...

‘Ndaoneswa chitsvuku’

Lizzy Mushoriwa — VAMWENE vekugara vachioneswa ndondo yekutukirirwa nemuroora wavo achibatsirana nehama dzake ...

7 years ago | October 27, 2017

Vopomerwa kuponda ‘tsotsi’

Muchaneta Chimuka — VARUME vaviri vanova mukoma nemunin’ina vakamiswa mudare reHarare Magistrates’ Court ...

Akarova nekubira mupurisa

Muchaneta Chimuka — MUMWE mutyairi wemotokari ari kupomerwa kurova mupurisa anoshandira mumugwagwa pamwe ...

7 years ago | October 13, 2017

Mushandi osungisa ‘boss’

Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akapopota zvekusvika pakupupa furo mumuromo ...

Nyakupopota mudare ogadzikwa mudhishi

Lizzy Mushoriwa MURUME wekuzvidza dare nekuramba achipopota mushure mekunge anzi nemutongi anyarare akazozvidemba apo ...

‘Inhema dzako, hatina kurambana’

Gamuchirai Muzanenhamu — MUDZIMAI nemurume vakakakavadzana mudare pamusoro penyaya yekuti vachiri kugara vose here ...

Tezvara nemuroora vodhonzerana imba

Gamuchirai Muzanenhamu — MUROORA akadhonzera te- zvara vake kudare redzimhosva achiti vari kumushungurudza ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>