NHAU DZEKUMATARE

7 years ago | September 29, 2017

‘Mai mwana ndinzwirewo tsitsi, usandipedzere mari’

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achida $120 yekuriritira mhuri yavo ...

Hondo oita hondo nanyachide

Gamuchirai Muzanenhamu — SAMUSHA vekuzama noto nekuda kudzinga mukadzi wake wechipiri pamba achiti imba iyi ...

7 years ago | September 22, 2017

Anorara nebanga mumagumbeze

Lizzy Mushoriwa — MUMWE murume anonzi anorara nebanga mumagumbeze iro anenge achida kubaisa mudzimai wake uye ...

Mapurisa akasungirwa huwori muKwayedza

Tendai Rupapa — MAPURISA matatu anoshandira kuchikamu cheConstabulary kuChitungwiza vakamiswa mudare vachipomerwa ...

Ofurufushwa nemusikana waakaramba

Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekupomerwa kumitisa mumwe musikana iye aine mudzimai akazopotera kudare achiti ...

‘Unodaidza vana nemushonga’

Lizzy Mushoriwa — MUMWE mudzimai anoti vana vake vakatandirwa mamhepo apo vakapihwa chikafu nemukadzi akaroorwa ...

Akaba doro re$1

Muchaneta Chimuka NYADZI dzinokunda rufu!

Oda kurova mukadzi nesando

Lizzy Mushoriwa — PANE mudzimai anoti murume wake ari kumutambudza achiti haachamuda nekuti achembera uye dzimwe ...

Pwere ingabvuma kupinda pabonde here?

Danai Chirawu — KANA tichitarisa zera rekuti munhu anobvuma nyaya dzepabonde, tinosangana negakava guru. Asika, ...

7 years ago | September 15, 2017

Mutemo weCedaw wakakosha

Irene Sithole MWEDZI waNyamavhuvhu wakanga uri wemadzimai kunyika dzatinodyidzana nadzo sekuSouth Africa apo veruzhinji ...

7 years ago | September 1, 2017

‘Humhandara wakaisepi?’

Blessings Chidakwa — MUDZIMAI wekuLower Gweru — wekugara achizvindikitwa nemurume wake achimupomera kuri ...

Musikana webasa akabviswa mbatya

Muchaneta Chimuka — MUSIKANA webasa wekuDema anoti akambunyikidzwa nemwanakomana wemunhu waaishandira kuburikidza ...

7 years ago | August 25, 2017

‘madzibaba siyanai neni’

Lizzy Mushoriwa — PANE muporofita akamiswa mudare redzimhosva nemuvakidzani wake achipomerwa kumuitira ruzha apo ...

Ovavirwa nemukadzi wemapoto

Gamuchirai Muzanenhamu — MUDZIMAI wekuchaya mapoto nemumwe murume kwemakore akawanda akazochema-chema mudare ...

7 years ago | August 18, 2017

orarisa murume wake mu’toilet’

Lizzy Mushoriwa — MURUME wekugara achirikitwa kurohwa nemudzimai wake akakwetsura mhere mudare achiti ...

Mainini, babamukuru mugumbeze rimwe

Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI wekumira pamberi pedare achiti aimbova murume wake anomushaisa mugara achimurova ...

‘Ndakakuramba, asi ndinokuda’

Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE musikana anoti akarambwa nemukomana waaimbodanana naye asi zvino ava kugara ...

7 years ago | August 11, 2017

Akasungwa zuva remuchato

Gamuchirai Muzanenhamu — VAMWE samusha vanoti vakagurwa kunorira neaimbove mudzimai wavo uyo akavasungisa ...

Akatekeshwa nesimbi vachirwira murume

Lizzy Mushoriwa — MUDZIMAI wekuti akatemwa kumeso nesimbi nemumwe mukadzi achimupomera kudanana nemurume wake ...

vorwira tsvina yembwa

Gamuchirai Muzanenhamu — VAVAKIDZANI vaviri vakamisidzana mudare redzimhosva vachirwira nzvimbo yekugara pamwe ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>