Lizzy Mushoriwa — VANHU vaive mudare redzimhosva vakakahamadzwa apo mumwe mudzimai akati shamwarikadzi yemurume ...
Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME wekumiswa mudare nemudzimai wake achipomerwa mhosva yekumushungurudza anoti ...
Muchaneta Chimuka — MURUME saimba wekuChitungwiza — uyo wekuruta zvekusvika pakuzvambaradza mudzimai wake mushure ...
Gamuchirai Muzanenhamu — MURUME samusha wekudhonzerwa kudare nemudzimai wake wemuchato achida mari yekuzvichengeta ...
Lizzy Mushoriwa — MWANA wekumiswa mudare naamai vake achinzi anovarova nekuvatukirira anoti mashoko aya ...
Muchaneta Chimuka — MURUME wekuChitungwiza akapihwa chirango chekunofondoka kwemaawa 105 pamhosva yekurova munhu ...
Muchaneta Chimuka — MUSIKANA wekuChitungwiza uyo akayamwisa mwana wemukadzi waanoshandira achiti iyi yaive nzira ...
— Yemidziyo nedzimba muwanano Fourie Revai — NYAYA yekodzero yemidziyo yewanano yave nenguva yakareba ichitaurika.
Muchaneta Chimuka — MURUME nemukadzi vanogara kuBeatrice vakabatwa nemhosva yekubatsirana kurova pamwe ...
Lizzy Mushoriwa —MUMWE murume anoti mudzimai wake amugura kunorira sezvo achiti anounza zvikomba pamba uye haadi ...
Lizzy Mushoriwa —MUDZIMAI wekutizwa nemurume achienda kuSouth Africa uko akamutevera ndokutizwa zvakare, ava ...
Gamuchirai Muzanenhamu — YAKAVE bata murefu bata mupfupi padare reHarare Civil Court svondo rapera apo murume ...
Rumbidzai Tawonezvi-Moyo —MAKONDIRAKITI aya akamira sei uye ndivanani vakakodzera kuashandisa?
Gamuchirai Muzanenhamu —VANA vashanu vekumiswa mudare redzimhosva vachinzi vari kushungurudza baba vavo vanoramba ...
— ‘Ndokusaka imi nababa muchipfeka mazitye’ Gamuchirai Muzanenhamu — MWANAKOMANA wekuputa zvinodhaka pamberi ...
Gamuchirai Muzanenhamu — MUSHARUKWA wekuzama noto kuti mari yemendenenzi yaari kubvisira vana vake vaviri ibviswe ...
Gamuchirai Muzanenhamu — VANHU vaive mudare redzimhosva vakakahadzika zvikuru apo mumwe mudzimai akati amai vake ...
Lizzy Mushoriwa — NYAYA yekurwira makasitoma epamusika pakati pemadzimai maviri yakapedzisira yasvitswa kumatare ...
Muchaneta Chimuka — CHEMBERE yekuChitungwiza yakamiswa mudare redzimhosva reko ichipomerwa mhosva yekunanga ...
‘. . . wakamuita naAshton’ Gamuchirai Muzanenhamu — MUMWE murume anoti agurwa kunorira nemudzimai wake uyo ari ...
© 2024 Kwayedza | Disclaimer | Copyright
We value your opinion! Take a moment to complete our survey