NHAU DZEKUMATARE

8 years ago | December 18, 2015

‘Handizi shoroma, ndiri hwindi’

Nyasha Chabvonga MURUME wekuendeswa kudare nemukadzi wake achida mari yemendenenzi achinzi ishoroma uye akatiza mhuri ...

Vorarama nekusona shangu

Kingstone Mapupu MUSHANDIRAPAMWE wevarume vekuZengeza, kuChitungwiza, wekusona shangu nezvimwe zvakasiyana kubva ...

Opfuviswa nemwana wemurume

Sandy Musungata MUDZIMAI wekuti ari kupfuviswa nemwana wemurume wake achipomerwa kuti ipfambi yemakoko, akazopotera ...

Kuripwa kwaMapingure kunopembedzwa!

MUMWEDZI waMbudzi, mutongo wataive takamirira wakaturwa nedare reHigh Court. Huwandu hwemuripo waifanira kupihwa kuna ...

Unondiroora nei iwe uri rombe?

Muchaneta Chimuka MUTYAIRI wemabhazi ekwaMunhenzva akamiswa mudare reChitungwiza Magistrates’ Courts achitarisana ...

‘Woti kundishusha, woti kumitisa munin’ina wangu’

Nyasha Chabvonga MUMWE mukadzi anoti murume wake anomushungurudza zvikuru sezvo achigara achimurova nekumutswinya nzeve ...

Baba nemwana vorwira imba

Cassius Mushore BABA vekunyoresa imba yavo muzita remwanakomana wavo vakabviswa chiri kumeso apo akazovaendesa kudare ...

Amai vakatiza kasvava

Muchaneta Chimuka MUDZIMAI wekwaSeke wekutiza kasvava kane mwedzi gumi yekuzvarwa kwesvondo rose izvo zvakaita kuti ...

Akarumwa vachirwira murume

Nyasha Chabvonga VAKADZI vaviri vekuEpworth vekugara vachirwa nekupopotedzana nenyaya yemurume vakapedzisira vasvitsana ...

8 years ago | December 4, 2015

‘Handimi amai vangu, ndakaudzwa nababa’

Cassius Mushore AMAI vekunangwa huroyi nemwana wavo vachinzi ndivo vakauraya baba vake vakachema-chema mudare vachiti ...

‘Handisi mupurisa ini, ndinodaidzira mabhero’

Sandy Musungata MUKADZI wekumhan’arira murume wake, uyo waaifungira kuti mupurisa, nenyaya yemendenenzi akagurwa ...

Akafa arumwa nenyuchi 1

Daphne Machiri MURUME wekuAvondale, muHarare, akafa rufu runoshamisa apo anonzi akarumwa nenyuchi imwe chete pachigunwe ...

Vorwira nzira yekutsime

Nyasha Chabvonga VAMWE vavakidzani vaviri vakakatyamadza vanhu vaive mudare apo vainetsena pamusoro penzira yekunochera ...

8 years ago | November 13, 2015

Muchengeri ochengerwa pafoni

Nyasha Chabvonga MUKADZI wekumhan’arira murume wake kudare achiti anoda kuti amubhadhare mari yefoni yaakamutorera ...

Akamukira kuchipatara afenda nekutukwa

Sandy Musungata MUMWE mwana wekuDomboshava anonzi akatukwa nasekuru vake, hanzvadzi yaamai, kusvikira afenda ...

Ovimbisa baba rufu…‘Anombondirwisa achida ...

Cassius Mushore BABA vekuvimbiswa rufu nemwanakomana wavo achiti anoda mari yake inoita $1 100 iyo yaanoti chikwereti ...

Anodya nyama oga…mukadzi nevana vakayeva

Cassius Mushore VANHU vaive mudare vakashaya neremuromo apo mumwe mukadzi akati murume wake anodya sadza nenyama oga iye ...

Akarovera baba munya

Muchaneta Chimuka HARAHWA ine makore 68 ekuberekwa yakarohwa nemwanakomana wayo ane makore 18 ekuzvarwa pamusaka pesadza ...

‘Wava kundiramba nekuti ndaremara’

Nyasha Chabvonga MURUME wekunzi akaramba mukadzi wake mushure mekunge aremadzwa mutsaona yemotokari akashaya pekupinda ...

‘Handisi shefu ini, nditori tsuro zvayo’

Nyasha Chabvonga MURUME wekuendeswa kudare neaimbove mukadzi wake achiti anoda $600 yekuchengeta mwana wavo mumwe chete ...