NHAU DZEKUMATARE

9 years ago | October 9, 2015

‘Anonditi ndakapfuhwirwa’

Sandy Musungata MURUME wekuti ari kushungurudzwa neaimbova mukadzi wake achimuti akamuramba mushure mekunge adyiswa ...

9 years ago | October 1, 2015

Mhandara yoramba kudzokera kumba

Kudakwashe Chinokuya MUKOMANA wekushinha nemusikana wake ndokumubvisa humhandara akaigochera pahutsi zvichitevera ...

Akaita chinamira Pamota yabishop. . . achida kubhadharwa chikwereti

VANHU vaive panzvimbo yemabhizimisi yekwaDzumbunu, kwaNyamweda, kuMhondoro, vakaona bhaisikopo remahara nguva pfupi ...

‘Ndinochengeta amai vangu, kwete mwana’

Kudakwashe Chinokuya VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati haana mari yekuchengeta mwana wake asi ...

‘Handina mari, ndinotochengetwawo’

Kudakwashe Chinokuya SAMUSHA wekuendeswa kudare neaimbova mudzimai wake nenyaya yekuriritira mwana wake akachema-chema ...

9 years ago | September 25, 2015

Baba vakamitisa mwanasikana

Muchaneta Chimuka MURUME wekuGlen View 3, muHarare akamira mudare achipomerwa mhosva yekubata chibharo mwana wemukoma ...

‘Ndakasiirwa chikorobho bedzi’

Kudakwashe Chinokuya MUMWE murume akapotsa aridza mhere mudare apo aitaura pamusoro pekushungurudzwa kwaari kuitwa ...

Nbsz yofambisa mashoko nyore

Mathew Masinge SANGANO reNational Blood Services Zimbabwe (NBSZ), iro rinoona nezvekuchengetedzwa pamwe nekufambiswa ...

‘Wakamboda kuzviuraya, saka handikupe vana’

Sandy Musungata YAKAVE batai-batai mudare reHarare Civil Court svondo rapera apo mukadzi nemurume vaikakavadzana ...

‘Ndinokwaturirwa kubasa nemukadzi’

Kudakwashe Chinokuya MURUME wekugara achizvambaradzwa neaimbova mukadzi wake, kunyangwe pamberi pevakuru vake kubasa ...

Oroverwa kuramba kuenda kuchechi

Sandy Musungata MUMWE mukadzi anoti aoneswa chitsvuku nekurohwa nehanzvadzi yake iyo yakambomubaya nebanga ndokutyorwa ...

‘Ndinoenda kumba ne$8 pamwedzi’

Mathew Masinge VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo murume aive amhan’arirwa neaimbova mudzimai wake achida kuti $100 ...

odashurira amai kuita chipfambi

Kudakwashe Chinokuya VANHU vaiva mudare vakashamiswa kunzwa kuti mumwe mwanakomana ane tsika yekurova amai vake ...

9 years ago | September 17, 2015

‘Ndinopika, gore rino unofa bedzi’

Mathew Masinge SAMUSHA wekuti anogarovimbiswa rufu nemukadzi waakasiyana naye achinzi gore rino anotofa bedzi ...

Vahosi nanyachide vaburana

Kudakwashe Chinokuya VAHOSI nanyachide vakatosvorana nekuda kweshanje dzekurwira murume zvakazoita kuti daka ravo iri ...

‘Kana uchida vana wotoita nechikomba’

MUKADZI wekuendesa aimbova murume wake kudare achida mvumo yekupihwa vana akaoma mate mukanwa apo akanzi akange atiza ...

Murume pfacha mukadzi achisasana nechikomba

Kudakwashe Chinokuya MURUME wekuendeswa kudare nemudzimai wake achiti ari kumushungurudza akati mukadzi uyu haachamuda ...

Mufundisi akatiza mhuri

Mathew Masinge MUFUNDISI wekuendeswa kudare nemudzimai wake achipomerwa mhosva yekusariritira mhuri akazoshaikwa panguva ...

‘Ndipe $500, imwe yacho ndinotenga mabanana’

Kudakwashe Chinokuya VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati anoda $500 yemendenenzi pamwedzi ...

9 years ago | September 11, 2015

‘Ndakakudira kunditakura mahara’

Mathew Masinge MUTYAIRI wematekisi wemuguta reHarare, uyo anonzi ane meso-meso sezvo achipfimba vakadzi vaanotakura, ari ...