NHAU DZEKUMATARE

9 years ago | March 20, 2015

Baba vevana 15 vokwangwaya

Garnet Zvimba MUZVINHABHIZIMISI wekuita vana 15, uyo akaendeswa kumatare nenyaya yekusachengeta vana, akachema-chema ...

‘Ndinotambiriswa mbatya kubasa’

Hardway Nyakuwarwa MUKADZI wekuudza dare kuti kubasa kwake haatambire mari asi kuti anopihwa mbatya pakupera kwemwedzi ...

9 years ago | March 13, 2015

Mukuwasha wekuchiva ambuya akaripiswa

Hardway Nyakuwarwa MUKUWASHA wekunzi akaudza ambuya vake, amai vemudzimai wake, kuti anoda kushinha navo akaripiswa $20 ...

‘Ndinoda kuti dzinza rikure’

Garnet Zvimba MUMWE murume samusha anoti anoda kuita vana vakawanda zvikuru kuti dzinza rake rikure sezvo ari iye asara ...

Muzukurusikana oda kudzika mbuya demo

Garnet Zvimba MUZUKURU wekunzi anogara achivimbisa kuuraya ambuya vake achiti varoyi akazochechuka amiswa mudare ...

Akanyn’udzwa nemufakazi

Sandy Musungata MURUME wekuudza dare kuti anozvindikitwa nemukadzi waakarambana naye uyo aimbomushandira papurazi rake ...

Akatiza mwana akaremara

Hardway Nyakuwarwa VANHU vaive mudare vakasiririswa apo mumwe mukadzi akati murume wake akamutiza achimusiya nemwana ...

Chirambadare otongwa mudare

Garnet Zvimba MUDZIMAI wekunzi muroyi nechikomba chake akabva kudare muromo uri mumhuno sezvo mari yaaida yemendenenzi ...

9 years ago | March 6, 2015

Bhishopu akarova bara

Hardway Nyakuwarwa MUMWE bhishopu anonzi akatiza papurupiti apo aiparidza mushure mekunge aimbove mudzimai wake aenda ...

9 years ago | March 5, 2015

Vana 4 nevarume 4

Hardway Nyakuwarwa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati mukadzi wake uyo akamumhan’arira nenyaya ...

9 years ago | February 27, 2015

‘Anodutira doro nemari yechikoro’

Hardway Nyakuwarwa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati mukadzi wake anotora mari yevana yechikoro ...

‘Zvibhakera zvandipfidzisa’

Hardway Nyakuwarwa MUKADZI wekugarozvindikitwa nemurume wake zvekuitwa kafiramberi pamwe nekusariritirwa akazoguma ...

Mudzidzisi paNust onzi akatiza mhuri

Garnet Zvimba MURAIRIDZI wepayunivhesiti yeNational University of Science and Technology (NUST) wekunzi akatiza mhuri ...

9 years ago | February 20, 2015

Mutyairi wekombi dzamumomotera

Garnet Zvimba NYAKUNZI aikudza kugara achizvambaradza mukadzi pamwe nekumunyima zvekudya akazochechuka amiswa ...

9 years ago | February 13, 2015

Akaoma mitezo ku‘small-house’

Hardway Nyakuwarwa SHASHA yekunzi yakaoma mitezo iri ku”small house” yakazodhonzerwa kudare nemudzimai wayo achida kuti ...

Makunakuna: Baba vakatiza nemwana

MAPURISA ekuMashonaland East anoti ari mushishi kutsvaga vamwe baba nemwanasikana wavo avo vanonzi vari kupengesana ...

Akagariswa mudhishi nemukadzi

Garnet Zvimba PANE mumwe murume akachema-chema mudare achiti mukadzi wake akamutorera midziyo yose yemumba pamusoro ...

9 years ago | January 30, 2015

Chikomba chaamai kudare

Hardway Nyakuwarwa MWANASIKANA akazvuvira chikomba chaamai vake kudare achida kuti chibhadhare mari yemendenenzi ...

Baba vakakoshiwa mwana

Hardway Nyakuwarwa MUKADZI wekuti akatiza murume nekuda kwenzara yekushaya zvose akazoenda kumatare achida kuti murume ...

‘Ndine barika, ndapera’

Garnet Zvimba MUDZIDZISI wekuita barika akamiswa pamberi pedare navahosi vake achinzi ari kupedza kutsondokota mari ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>