NHAU DZEKUMATARE

9 years ago | January 23, 2015

‘Mari ndinopihwa ndaita ganyavhu’

Garnet Zvimba VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati aimbove murume wake haadi kuchengeta mwana wake ...

9 years ago | January 16, 2015

‘Uri gweta iwe, chengeta vana’

Sandy Musungata MURUME wekuendeswa kudare nenyaya yemendenenzi akati hapana kana kobiri raanobvisa sezvo ari kukwangwaya ...

‘Handini, wakamitiswa naNgirazi’

Tatenda Moyo MURUME wekuramba kubvisa mendenenzi achiti mwana haazi wake uye kuti aiziva baba vemwana uyu akanzi nedare ...

Vakasungirwa kuba mukombi

Muchaneta Chimuka VARUME vaviri vekuita mushandirapamwe wekuba vakafuratirwa nevadzimu vavo apo vakapihwa zvirango ...

Chembere yakabviswa mazino neharahwa

Sandy Musungata MUSHARUKWA wekuenda kudare reHarare Civil Court achida kuti rimise kubhadhara kwaaiita mari yemendenenzi ...

9 years ago | January 9, 2015

Goredzva nembama…‘Sori ndakange ndakadhakwa’

MARAMBADORO akapinza murume wekuChitungwiza munyatwa zvichitevera kubatwa kwaakaitwa nemhosva mudare yekurova vana ...

Pana Madzibaba Ishmael: Kwayedza yakagara yazvireva

PANYAYA yekutiza mapurisa kwaMadzibaba Ishmael Chokurongerwa, muporofita weJohane Masowe weChishanu, bepanhau renyu ...

Kuba chibage kwakamuparira

MUKOMANA wechidiki wekuChitungwiza akadzidza kuti kuba hakuna chimuko apo akabatwa nemhosva yekuba chibage nefetereza ...

Akanorohwa kubasa kwemurume wake

Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakashamisa apo mumwe mukadzi akati murume wake akamurovesa zvakasimba nevaanoshanda ...

‘Mukadzi wangu ane pamuviri’

Tatenda Moyo SAMUSHA vekuda kuti mari yemendenenzi yavari kubhadhara ideredzwe vachiti vanoda kutenga gadziriro yemwana ...

‘Ndini ndiri kugara nevana’

MUDZIMAI wekuChitungwiza wekumhan’arira kudare aimbove murume wake chikwereti chemendenenzi cheUS$1 200 chevana vaasiri ...

Akazvambaradza shamwarikadzi

MURUME wekuChitungwiza wekurikita shamwarikadzi yake mushure mekunge yaramba kuenda naye pabonde akazozvisikira moto ...

‘Bhadhara, uri shefu iwe’

Tatenda Moyo MURUME wekuendeswa kudare neaimbova chido chemoyo wake akazoramba kuti ndiye baba vemwana wake pamberi pedare.

Akabirwa bhazi aenda kusango

Tatenda Moyo MURUME wekuti akabirwa bhazi kuSouth Africa mushure mekunge aenda kunozvibatsira mune kamwe kasango kaive ...

Akanyemwerera mudare mari yaderedzwa

NYAKUCHEMA-CHEMA kuti mari yemendenenzi yaari kubhadhara idzikiswe achiti zvinhu zvakamuomera akabva kudare ...

9 years ago | December 12, 2014

‘Amai vangu vakamitiswa’

Orpah Mukotekwa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati aisada kubvisa mari yemendenenzi yekuchengeta ...

Otizwa nekuda kwezvikwereti

Tatenda Moyo MUKADZI wekuti vanhu vave kumuzeza pamwe nekumutiza nekutya kukweretwa akazoendesa aimbova murume wake ...

9 years ago | December 5, 2014

‘Babamukuru dusai mari’

Tatenda Moyo MURUME wekunzi haariritire mwana mushure mekushaya kwemukadzi wake akazoendeswa kumatare nemunin’ina ...

Mubhedha wechikwereti wamuparira

Orpah Mukotekwa NYAKUNAKIRWA nekurara pamubhedha wakatengwa nechikwereti akazochechuka ave mudare apo munhu ...

‘Shefu’ otongwa kudare

Tatenda Moyo MUDZIMAI wekukwidza aimbova murume wake kumatare achiti ndichamangwiza (chief executive officer) weimwe ...