NHAU DZEKUMATARE

9 years ago | October 31, 2014

‘Chikwereti chandiremera, ndatova kuita chipfambi’

KUTORA mari yechimbadzo kwakaparira mumwe mukadzi uyo akapedzisira oenda kumabhawa kunoita mabasa echipfambi nechinangwa ...

Akaba marata epachechi

MBAVHA yekubatwa nemhosva yekuba marata masere echechi yeZion kuChitungwiza ayo anokosha $110 yakatongerwa kubhadhara ...

‘Imhosva yekanzuru’

Tatenda Moyo SAMUSHA aimboshanda kuimwe kanzuru akapotera kudare achida kuti mari yemendenenzi yaari kubhadhara ...

Oti akafuswa natezvara navamwene

Orpah Mukotekwa MUROORA wekuti akadzingwa pamba natezvara navamwene vake, avo vaigara vachimutukirira, akazopotera ...

Dhiri remudhudhudhu rakadhuuka

Orpah Mukotekwa DHIRI rekutengeserana mudhudhudhu pakati pevarume vaviri rakazoputika apo vakadhonzerana kudare mushure ...

Ozviti haasisiri ‘mhene’

Orpah Mukotekwa MURUME anoti aimbova muzvinhabhizimusi ane mbiri akachema-chema mudare achida kudzikisirwa mari ...

President Sata vakashaya

VANHU venyika yeZambia nevepasi rose vakafuma vachichema nemusi weChitatu svondo rino mushure mekutambira mashoko okuti ...

‘Ndinopihwa maZimdollar’. . . oti zvimari izvi zvatozara dhiramu

Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati murume wake, uyo anove mugadhijeri, achiri ...

‘Nemuzukuru hatife takarambana’

MUZUKURU wekuzvuvira ambuya vemurume wake kudare achiti vanomushungurudza nekudanana nemurume wake akashaya remuromo apo ...

Akakiira kamwana kuChi-town ndokunosasana kuBeitbridge

Shamiso Kufaruwenga PFAMBI yemakoko yekusiya yakiira mwana wayo ane makore maviri ekuberekwa mumba kuChitungwiza ...

Anotukirira vabereki vemukadzi

Tatenda Moyo MUKADZI wekuti anogarotukirwa vabereki vake nemurume wake apo anomubvunza mari yekuchengeta vana vavo ...

9 years ago | October 30, 2014

Vavakidzani vatosvorana

Orpah Mukotekwa VAVAKIDZANI vaviri vakaendesana kudare redzimhosva apo mumwe aida gwaro redziviriro achiti akapotsa ...

10 years ago | October 17, 2014

Vana vasapurazi vokwangwaya

Orpah Mukotekwa MURUME wekumhan’arirwa neaimbove mudzimai wake kudare achida kuti mari yemendenenzi yaari kubvisa ...

Akaroverwa kuzviita ‘mhene’

Yvonne Chipato MURUME wemuHarare, anoita zvekutengesa zvisiri pamutemo uye wekupomerwa “kubhururutsa mhene” yaida ...

Mbavha yehuku yakatengeswa netsoka

MBAVHA yekuba huku pane rimwe purazi riri kuBeatrice yakazoigocera pahutsi apo yakabatiswa netsoka dzayo. Muchuchisi ...

‘Maporofita ari nani pane kuchipatara’

VANHU vaive mudare vakashamisika apo mumwe murume akange amhan’arirwa nemukadzi wake nenyaya yemendenenzi akati zviri ...

Mutyairi wekombi haacheuke mhuri

MUTYAIRI wekombi wekumhan’arirwa kudare nemukadzi wake achida $150 yemendenenzi pamwedzi akachema-chema achiti mari iyi ...

Mutyairi webhazi oramba kuti vana vadzidze kumusha

Arnold Kaseke MUTYAIRI webhazi rechipatara cheHarare Central Hospital, wekuendeswa kudare nemukadzi wake achida kunzi ...

Anozvambaradza mukadzi

Yvonne Chipato MUKADZI wekuzvambaradzwa pamwe nekutukirirwa neaimbova murume wake, uyo anonzi murwere wepfungwa, ...

10 years ago | October 16, 2014

‘Anonditukira kubvunza mari’

Tatenda R. Moyo MUKADZI wekuti anotukirirwa nemurume wake pose paanobvunzira mari yekuriritira mwana wavo akazopotera kudare.

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>