NHAU DZEKUMATARE

10 years ago | October 3, 2014

‘Handiende, wajaira kuramba vakadzi’

MUDZIMAI wekunzi ari kuramba kurambwa mushure mekupihwa gupuro kaviri kose akaudza dare kuti murume uyu haagarikike naye ...

‘Chipfambi hachisi kubhadhara’

MUKADZI wekuendeswa kudare nenyaya yechikwereti cherendi, uyo akapupura pachena kuti ipfambi yemakoko, akati pari zvino ...

Anozvambaradza amai. . . odzingirira baba netsvimbo

Yvonne Chipato MWANAKOMANA wekuzvambaradza amai vake, pashure ndokuzoda kudhonora baba vake netsvimbo apo vaida ...

Dzvi-i achirezvana nemusikana webasa

Yvonne Chipato MESO-MESO anonzi akaparira mumwe murume uyo akarambwa nemudzimai wake mushure mekunge awanikidzwa ...

Sekuru vane marambadoro

Yvonne Chipato SEKURU vekushaya hunhu zvekusvika pakuburitsira muzukurusikana wavo nhengo yavo yesikarudzi kana vadhakwa ...

10 years ago | September 26, 2014

‘Taichaya mapoto bedzi, uri pfambi’

Yvonne Chipato CHIREVO chinoti, “Chaikuda kana chokusema zvinenge zvine chinoingira” yakazadziswa nenyaya yemumwe ...

Oroverwa kubuda ‘Roma’ achinonamata kumasowe

NYAYA yekusiya kunamata chechi yeRoman Catholic nekuda kuenda kumasowe yakaparira mumwe mukadzi uyo anoti anogara ...

Hwindi akachepeswa nemukadzi

HWINDI wekuendeswa kudare nemukadzi wake achiti anoda $100 yemendenenzi yekuchengeta mwana wake akati anokwanisa ...

Voda mendenenzi kumukuwasha

Yvonne Chipato MUKUWASHA wekusariritira mwana wake kwemakore akazogurwa kunorira naambuya vake avo vakamuendesa kudare ...

‘Ndinogona kutsvagira mwana vamwe baba’

MURUME wekuchema-chema mudare achiti murombo zvekuti dai mweya wekufema waitengeswa angadai akafa kare, akabuda mudare ...

‘Chikwereti handidzose, nekuti taidanana’

Arnold Kaseke MUKADZI nemurume vakaendesana kumatare edzimhosva apo murume airamba kubhadhara chikwereti mushure mekunge ...

10 years ago | September 12, 2014

‘Mukadzi wangu ndiJudhasi’

Arnold Kaseke PANE murume anoti mudzimai wake ndi”Judhasi” wechikadzi chaiye apo ari kumupomera mhosva yekubvumidza vana ...

Muchaneta aneteswa nemukadzi

ZVINOTAURWA kuti mamwe mazita ane zvaanoreva chinoita kunge chokwadi kumurume wekuChitungwiza anonzi Muchaneta uyo anoti ...

‘Kutombundirana zvenyu!’

Nyore Madzianike MUTYAIRI wekambani yeParrogate Zimbabwe Limited akamiswa mudare akatarisana nemhosva yekurova mukadzi ...

‘Une chimbuzi mumukanwa’

Arnold Kaseke MADHIRI ekutengeserana terevhizheni pakati pemumwe mukadzi nemurume akazoputika apo vakadhonzerana kudare ...

Mwana anoporofita akasungiswa

Nyore Madzianike MURUME wekuMarondera akaendesa muporofitakadzi ane makore 16 okuberekwa kudare achimupomera mhosva ...

Mwana akatetereka amai vaine chikomba

MUMWE mwana anonzi akatetereka akazowanikwa nababa vake ave kumapurisa mushure mekunge avharirwa panze munguva yeusiku ...

Magadhijeri voendesana kumatare

Yvonne Chipato MUKADZI nemurume, avo vose vanoshanda semagadhijeri, vakambosiya basa ravo rekuchengetedza vasungwa apo ...

10 years ago | September 5, 2014

Mukadzi wekutizwa akadya marasha mudare

MUKADZI wekutizwa nemurume achinotanga imwe mhuri akadya marasha mudare zvisinei nekuchema-chema kwaitwa nemurume wake.

‘Hongu, wakandibata nechikomba, asi . . .’

Yvonne Chipato MUKADZI wekubatwa aine chikomba ndokuedza kutanda nyadzi, kuburikidza nekushandisa dare kuti apihwe gwaro ...